Pamhiri

Pamhiri Kana mwari vada havo
(1)

23/04/2026

Makata anoshura materu shinga unosvika chete

23/04/2026

With Godwill Makandire – I just got recognized as one of their top fans!

14/04/2026
12/04/2026

Gava radambura musungo tsvatu waro zvaiwana ngwarati kufura ivete mudzimu waro bonga kuwana dzivete akange ava masvandikokonya kutarisana kwevakarambana idi mudzimu haupe kaviri nekuti chawawana batisa mudzimu haupe kaviri huswa hwenyati ndiwo urimudumbu uripamuromo inofa nahwo usazoita akanyangira yaona ochema uchiti dai ndakaziva simbi inorohwa ichapisa pamwe ramangwana zvingakubatsira Wafunga kupinda muwanano mwanangu usatarisa chiso nechimiro kana magadziko asi tarira moyo nekuti hunhu ndomunhu kunzi munhu hunhu pasina hunhu haasi munhu mangwana unofuma ochema dai ndakaziva wanzwa mwanangu Tambaoga

12/04/2026

Akati kura uone sangorinopa Aneta chisichako masimba mashoma kare haagare Ari kare kure kwemeso nzeve dzinonzwa shuwa aiva madziva avamazambuko zvedi dai ndakaziva haitungamire asi kuudza mwana hupedzisira asi dai ndakaziva haitungamire asi panoda moyo nzira haisvike wangu mombe yehumai k**a wakaringa nzira ndakuzviona kuti zino irema kusekerera newarisingadi asi hazvo moyo muti unomera paunoda maizviziva here Saka tambaoga asi zanondega akapisa Jira kumasese usakanganwe zindakupa na zindakutorera asi murombo haarove chinenguwo zvinhu zvacho zvakakwira big time umm

12/04/2026

Team iri rotembeyi asi

ndikadhakwa nehope nehope changosara kudhakwa
12/04/2026

ndikadhakwa nehope nehope changosara kudhakwa

12/04/2026

Haa zvaizvezvi ku border ne Zimra ikupedza ma sports yakuvakwa nevenevayo ndati

12/04/2026

Ko hanzi aitasei futi

26/02/2026

Kumuka urimupenyu itori blessing hombe good morning

Ndombogaya kusiyana nazvo but ndikarangarira futi kwandabva
25/02/2026

Ndombogaya kusiyana nazvo but ndikarangarira futi kwandabva

Address

Gaborone

Telephone

+26775929641

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Pamhiri posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share