19/11/2023
Hie,, please save me as hide,,isa chitupa kuseri ndinga batwa,,
Ryt nhau yangu yakamira yakadai so,,it's like ndoda kureurura bt zvibatatsira hanzvadzi dzedu kunyanya,
Ini ndiri murume ane makore 40 ekuberekwa,,nhai yangu ndeyiyi ini ndiri mbavha mukoma D,,ndinombira vanhu kubudikidza nenzira dzakawanda bt dzimwe dzacho ndichataura pano kuti vanhu wabatsirikane,,
Usi tiri group revarume vakawandisa zvekuti,,so ndinobira kunyanya vakadzi kana kuti ndongoti vakadzi,,,
Zvatinoita tino vana vakadzi awa pa social media platform like Facebook,,wats app,,
Tinoponda muma group aya akanzi single and searching,,engawe epa Facebook kana kuti app bt mazvinji acho tisu tinotomagadzira,,
Then toteera vakadzi waya kuma inbox kwacho tichivapfimba,,and havamborambe totovaudza kuti ndakuona mu group so ndakufarira,,and wanofunga kuti tiri ma single bt azvisi titori married,
So zvadaro andida tinopanana appointment kuti toona,kupi then ndopano tangira umbavha hwedu ipapo ndokutora nemota then ndokuendesa ku team yangu ndototi ndiye babie rangu,,then toti handei kumafaro bt akuna kunoenda,tawa muroad,,
tinokutorera zvose zvaunazvo,,toku r***r kukuchinjana chaiko then tokusiya kusunga ikoko,,tazviita vakadzi vakawandisa mukoma izvozvo,,wamwe wano reporter vamwe wanongo nyarara hawo,,
Bt atizi mu Zimbabwe chete takatotangira ku south so ndokwakato nyanya kuwanda,,
ini nditori truck driver bt uye ndokwakanyanya kuvanda team redu,,and vakadzi awatirambe andiziwe sei wachida ma truck drivers kudaro,,
So ndauya pano kubatsira vanhu kadzi kuti please ngwarirai ma online dating aya,,kunze kwashata uku hanzvadzi dzangu wee,and try to avoid ku join ma groups kanzi single and searching,, ayo angawe apa app kana Facebook please avoid coz semaonero andakazviita 90% of man wari muma groups aya wari married bt wakatoona kuti inzira yamanaka yekutsvaka nayo,ma babie hedu,sekuti unenge wazvi shambadza kupasi rose kuti inini andina iye ndiri kutsvaka,,bt nyika yashata mukoma vakadzi please avoid online dating especially kumunhu vausinga zive please please,,
Ini kutaura kudai ndikuziva zvikuitika andi ndichiita zvimwe zvacho ngwarai vakadzi,musapererwa kusvika pamatsvakiro iwawo,,,
Online dating please avoid kuvanhu wamusingaziwe imbavha,,
Pamwe pacho tino bira vaya wema group ema runner vaya,tinovati ndada zvamuri kutengesa then ndopa zi big order toti ngatisanganei pakati,,ndosvikapo Totoita dhiri mari yotobuda bt panozongosvika chikwati ini ndobva ndakasika ku surrender,,bt chiziva kuti tichano sheyana kumberi,,
Ndangoti ndipewo yambiro coz inini ndikuzvoita hangu bt andichadi,,senge nhau ye ku r***r haaaa inorwadza bt apana zvekuita ndawe mazviri,,so ndaona senzira yekubatsira nayo vanhu
Thanks notify me kana waposta👏