Mike and Magg Zw

Mike and Magg Zw Digital creator/Full time parents.
(9)

24/07/2025

Chingava chii chaicho chanyanyo konzeresa ma accidents kuzim? Maroads,imota dzisiri road worthy, madrivers ekutenga zvitambi, hurombwa💔💔

22/07/2025

Nerimwe zuva uchazvinzwisisawo kuti havasi vese vari mumajeri vaka para mhosva uye havasi vese masingle mom mahure...life will teach that🙏

19/07/2025

Dayi angonyarara zvake senge zvakaita Bee Wezhira paya dai so pasisina kana 1 arikutaura nezvenyaya yacho, kunokunda kutaura.

18/07/2025

Good evening family

16/07/2025

Guys, i can be late to respond on your posts, but i will still respond...we work under different circumstances...so its beter to be late than to not respond at all🙏🙏

15/07/2025

Dai syllabus yambochinjawo, hanzi doro rinobikwa panofa munhu rinonzi chii, shuwa mwana kupedza "O"level asingazive kushandisa computor.

15/07/2025

But long division yaingopedzawo zvayo bhuku asi handisi kuona payiri kushanda muhupenyu ndirikungoda plus na minus chete.

14/07/2025

Pamadzikirira varoyi vachatiuraya vachiti tirikutamba paya🤔🤔

13/07/2025

Good evening

13/07/2025

Ishuwa here kuti Nyathi atadza kuita patience kusvikira mastitch awoma🤔🤔...ndirikutovhunzawo handisi kuti ndizvo hangu.

12/07/2025

Kudzima kenduru rangu hazvimbowedzeri rako kupfuta...do good to others.

12/07/2025

Good evening meta family

Address

Gaborone

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mike and Magg Zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share