J.wa Ndex

J.wa Ndex traditional food my favorite
healthy living
interesting in home made things
(10)

Unenge wanzi enda undo rasira padzinosangana 🤣🤣🤣haaa trikutambura zvokwadi. Zivinopera here kana kuitiswa.
17/07/2026

Unenge wanzi enda undo rasira padzinosangana 🤣🤣🤣haaa trikutambura zvokwadi. Zivinopera here kana kuitiswa.

Ko mambomukasei, zviri kuoneka here kuti ndinodya chivanhu 😂😂 ,taurai sure.
17/07/2026

Ko mambomukasei, zviri kuoneka here kuti ndinodya chivanhu 😂😂 ,taurai sure.

Guys handichazivi kuti ndakaguma rini kudya mupunga maybe 4months ago 😂.Sadza ndikafa ndoridzokera chete🤣🤣.Huyai tidye s...
16/07/2026

Guys handichazivi kuti ndakaguma rini kudya mupunga maybe 4months ago 😂.Sadza ndikafa ndoridzokera chete🤣🤣.Huyai tidye sadza remapfunde chicken livers mixed with vegetables.

with

15/07/2026

Ndiudzeivo imwe nyama inonaka kupinda
maguru, Aya ndonzwa kunge ndapedza nhamo ini😂😂

Chikafu chembinga ,unochiwanepi nguva ino 🤣🤣 .Mbinga muriko here uko .  time   (nhanga)  (nyimo)
15/07/2026

Chikafu chembinga ,unochiwanepi nguva ino 🤣🤣 .Mbinga muriko here uko .
time
(nhanga)
(nyimo)

Chivanhu ndokudya kwangu Natural sweetness
14/07/2026

Chivanhu ndokudya kwangu
Natural sweetness

14/07/2026

Muriseiko abiyangu pano. Three days ndisi pa fon ndatoita matama mufunge🤣🤣🤣

🎉 Facebook recognised me for starting engaging conversations and producing inspiring content among my audience and peers...
10/07/2026

🎉 Facebook recognised me for starting engaging conversations and producing inspiring content among my audience and peers!💃💃

Huyai tibike chivanhu, kuno kunodyiwa chivanhu nhaika. Ko muriseiko abiyadu.
10/07/2026

Huyai tibike chivanhu, kuno kunodyiwa chivanhu nhaika. Ko muriseiko abiyadu.

Avocado in season,nature's butter. From tree to plate 😋Sugar kana salt?
08/07/2026

Avocado in season,nature's butter.
From tree to plate 😋
Sugar kana salt?

Address

Gaborone

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when J.wa Ndex posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share