29/09/2025
💜 *Madzimai kana muchida kudziya muviri/ mafeelings* ebonde
🌹 musashandise mapiritsi or sweets emaIndia aya hmm hana kunaka.Chekai mosanganisa lemon, ginger, betrude, teaspoon yehuchi, garlic moisa mumvura inopisa and then monwa kana yati porei. Gara muchita izvi it's healing to the body and also modziya muviri with no side effects.
🌹Uchinge usina access kuzvinhu izvi garawo nehuchi kani mudzimai usazode kuzvirapa nekuti warwara Huchi hwako asi unochidyawo chipunu chimwe chete pazuva. Kana uine malemon pota uchisanganisa lemon nehuchi.... wodya....
🌹Tisanyanyisa kuneta tozoda kuita bonde takaneta.
🌹Tisaramba tichifunga patakatadzirwa
🌹Tisaita hunhu hwekurara nevarume vakawanda pakucompare ndipo pakushaya mafeelings.
🌹Tisafarira kunyanya kudya zvinhu zvisiri natural (maprocesed foods anotikuvadza.
Mukadaro matopedza🙏🏽