Infos Vie

Infos Vie Informations de contact, plan et itinéraire, formulaire de contact, heures d'ouverture, services, évaluations, photos, vidéos et annonces de Infos Vie, Société de médias/d’actualités, 1234, Abidjan.

13/04/2025
    CHIZIVISO CHINOKOSHA CHEUPENYU NEKURARAMA!MUPOROFITA KACOU PHILIPPE ARIKUUYA KUZIMBABWE!Muna Kubvumbi 1993, Muporofi...
07/04/2025



CHIZIVISO CHINOKOSHA CHEUPENYU NEKURARAMA!
MUPOROFITA KACOU PHILIPPE ARIKUUYA KUZIMBABWE!

Muna Kubvumbi 1993, Muporofita Kacou Philippe akagamuchira chiratidzo kubva kunaNgirozi yaMwari, ichimutuma nemashoko eruponeso kuvanhu vese, sekuzadzika kweMateo 25:6 neZvakazarurwa 12:14. Kubva ipapo, Mwari akamushandisa kuita zvishamiso zvikuru: mapofu ekuberekwa vanovhura maziso, zvirema vanofamba, vane SIDA, gomarara, chirwere chemwoyo nevamwe vakawanda vanoporeswa pakarepo!

Zvino Zimbabwe nguva yasvika!
Muporofita Kacou Philippe ari kuuya kuzounza tariro, kuporeswa uye kusunungurwa kune vose vakasungwa nemweya yakaipa, kana vari kurwara nezvirwere zvisingarapike. Uyu ndiMwari achishanda nemaoko ake!

Usapotsa mukana uyu wakakosha — hazvingadzokororwi! Vavariro dzaMwari pamusoro peZimbabwe dzava kuda kuzadziswa, uye Muporofita ndiye mutumwa wake.

Uyai muzonzwa izwi raMwari mupone, muporeswe, musunungurwe!
Nguva yenyu yeruponeso yasvika. Usambonyara kuuya. Zvese zvinogoneka kuna Mwari!

03/04/2025

31/03/2025
10/03/2025

Prophet Kacou Philippe is already in South Africa for healing services and meeting with religious leaders. Very soon he will be in Zimbabwe and God will vindicate his message through divine healing and deliverance. We are inviting you all.
Get in touch with us +263 716771135

Adresse

1234
Abidjan

Notifications

Soyez le premier à savoir et laissez-nous vous envoyer un courriel lorsque Infos Vie publie des nouvelles et des promotions. Votre adresse e-mail ne sera pas utilisée à d'autres fins, et vous pouvez vous désabonner à tout moment.

Partager