Aunty Selina - Discussions

Aunty Selina - Discussions Discussion on Real Life issues
(5)

22/11/2025

Ndiri kumaraini kwangu wena. Ndiri kufara wena.

Mai Shangwa, mukadzi uyuka, blessed am I kusanganiswa nemukadzi uyu.  Mukoma wangu akanditarira panguva yekufirwa pakuta...
22/11/2025

Mai Shangwa, mukadzi uyuka, blessed am I kusanganiswa nemukadzi uyu. Mukoma wangu akanditarira panguva yekufirwa pakutanga, munhu aiuya neloaf rake nepint yemukaka everyday munguva dzangu dzekushaiwa ndafirwa. Munhu akachengrta mwana wangu kubva kugrade kusvika apedze form 4. Munhu akaManager kuvakwa kwemba yangu kwamuri kundiona ndichzviti LandLord nhasi. Munhu akandimirira mukutenga 2800sq m land akaisisa muzita mangu mu200 something kuRiverside. Zvakawandisa kani zvavakaita. Kune shamwari dzoita hama muhupenyu hwako munhu. Iyi ihama yangu yangu yepamwoyo, mudzori wangu, pavadzori vakawanda.

22/11/2025

Ndaiveko kusadza remuroad zuro manheru. Gmrng all. Ndakufunga kurelocator.

Hela Drum rasvika finally toriona tqdzokankubva kusadza reparoad. Ko maswerawo sei wedu
21/11/2025

Hela Drum rasvika finally toriona tqdzokankubva kusadza reparoad. Ko maswerawo sei wedu

21/11/2025

Fibroids are a problem especially panesu is people of African and Asian descent unotofunga wakaroira. Lady looking for help.

21/11/2025

Hanziiko neImmigration UK nhaiwedu. Hanzi ILR yadii? Handina data kuno. Mamukawo sei?

Ndiri Sam Levy Village Borrowdale anyone around. Gracefully aging
20/11/2025

Ndiri Sam Levy Village Borrowdale anyone around. Gracefully aging

20/11/2025

Gmrng haa ndakaparara but time is not on my side. My itinerary is.full.

Aunty Flossy Makombe, zano marairanwa. Gnight all. Nhasi Landlord kunyangwe vasina Airfryer vanovata dzeuMambo.
19/11/2025

Aunty Flossy Makombe, zano marairanwa. Gnight all. Nhasi Landlord kunyangwe vasina Airfryer vanovata dzeuMambo.

19/11/2025
19/11/2025

Maswera sei haa ndimiseiwo kani zvemavideo wedu.

19/11/2025

In the eighteenth area. Kutsika ivhu rekumusha kunotaramutsa dzimwe mhepo soo ndokunge uchitenda mazviri.

Address

Cambridge
CB2

Opening Hours

Monday 9am - 5pm
Tuesday 9am - 5pm
Wednesday 9am - 5pm
Thursday 9am - 5pm
Friday 9am - 5pm
Saturday 9am - 5pm

Telephone

+447946073586

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Aunty Selina - Discussions posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share