Sammy tv

Sammy tv Content creator
(3)

Hallo tete ndibatsireiwo nhaindatadza here. Ndaka heka  phone yemurume wangu, ndaida kuona kuti munhu waarikudanana naye...
09/06/2025

Hallo tete ndibatsireiwo nhai
ndatadza here. Ndaka heka phone yemurume wangu, ndaida kuona kuti munhu waarikudanana naye ndizvo here zvandikufunga. Ndakaona zvirizvo arikutoda kuroora day ndi nhasi. So ini ndomirira averenga ma message ndopandopindawo ndoverenga. Mari yeroora bhangu aive ne 5k musikana akamupa 2k kuti iite 7 zvityise.
Ndaitsvaka mari iyi all along ndichiishaya ndofunga yaive ku office yakauyiwa nayo nezuro. Babe racho rakaisa message kuti wadii nemari uyu akati ndasiya mumota pasi pe seat rako. Meaning mother's seat. Ini ndakamuka na 2am afa nehope ndikanotora mari ndikacherera mu garden kwakusiya mota isina ku lockwa.
Zvino Shasha izvozvi iri kugeza kuda kubuda ini ndatovabikira riri sadza chairo kuti pavanorohwa ne shock vange vadya. Ndatadza here nhai ini akandibisira 1.5k ndakunopa baba namai vangu roora vadye . Dakuona ini achandibvunza here zvemari apa musikana atoti saloon now doing make up with my girls.

ADMIN'S RESPONSE : WELDONE MWANA WEHANZVADZI NDIWE UNOMIRIRIRA WOMAN'S LEGUE 👏👏👏

Moms yangu irikuramba kuti ndiroore mubaby wangu ane 29 yrs nevana 3 ini ndiribhachura hangu and 25 years.Relatiobship y...
21/05/2025

Moms yangu irikuramba kuti ndiroore mubaby wangu ane 29 yrs nevana 3 ini ndiribhachura hangu and 25 years.Relatiobship yedu haina pressure toto lavhana zvekudaro.nhai sistren ndipostireiwo kupage renyu.Im thinking of relocating tonogara hedu joni kusina hama dzangu.IS IT A GOOD IDEA.PLZ HELP

Tete ndoda kubvunzawo kuti zvinebasa here kusaita zvima attire zvema roora squad.madates akatoiswa but nebudget rangu ha...
17/05/2025

Tete ndoda kubvunzawo kuti zvinebasa here kusaita zvima attire zvema roora squad.madates akatoiswa but nebudget rangu hariskutendera kuti tiite zvemarooro squad since ndakaunganidza 1500 usd.Muskana wangu akutondirambira izvozvo.kubva Kuma preparations ese taiwirirana.ndiudzeiwo kuti ndodii apa ndinoita zvekutengesa ma sweets kuti ndiunganidze mari iyi.ndrikurwadziwa tete.ndakufunga kumuramba hangu mari yacho ndinohodhe hembe kuzambia ndovhura shop ndi upgrade tete pamwe ndingabudirirewo mulife.haazondinetse here munhu uyu nekuda zvinhu zvri unnecessaryne luxury 😭😭

Vakoma murisei.ndaitawo problem. Mukadzi wangu arikuramba kubvisa rasta.Takaroorana iye aine vana vake ini ndiinewo vang...
16/05/2025

Vakoma murisei.ndaitawo problem. Mukadzi wangu arikuramba kubvisa rasta.Takaroorana iye aine vana vake ini ndiinewo vangu.Problem vana vemukadz vangu vanoita sevasina kukwana aye atinoti ma down .Patakamboenda kwana madzibaba mukadzi akanzi agerwe rasta kuti vana vapone asi haadi mufunge anoti iye ndakamborwara zvekuda kufa ndikanorapanurwa shavi riripandiri ndikanz Isa rasta kuti urarame.ini ndakutoboekana at the same time kutofunga kutiza asi ndikafunga vana vangu kuti vanosara sei ndonzwa kudzamirwa.Zuro chaiye mwana wemukadzi akatora 2 litrs ye cooking oil kunorasira mumugodhi wemvura apa ndoyega yaive mumba.NDIBATSIREIWO TETE NDODII NDATADZA KURARA ZVOKWADI😭😭

APA KUNHUWA KUNOITA MAZIRASTA ACHONI 😭

Evening tete.nhai hama ndibatsireiwo mukadzi wangu anoputa bute hanzi nderekuti ndidziye muviri semunhukadzi asi chondin...
14/05/2025

Evening tete.nhai hama ndibatsireiwo mukadzi wangu anoputa bute hanzi nderekuti ndidziye muviri semunhukadzi asi chondinetsa kana tarara 12 midnight dzikachaya anomuka ogara otanga kudzvova seshumba achiombera maoko.Anenge achinditi muzukuru urichana chitokotoko.ndikamubvunza kuti urikuitei anotanga kuridza mhururu.Tava ne 2 weeks tatanga kugara tese .ndakutonyara coz patogara tinoroja and ndakutya ini ndirimusavadha zvechivanhu handinyatsozvinzwisise hangu.
Ndoudza hama dzangu here or zvichachinja ndirikutya kuti ndikaudza hama dzangu anozoshaya chimiro mumhuri

Hi idmin.Nyaya yangu yakamira sekudai.Ndrimuskana anemakore 32 NEVER BEEN MARRIED.Ndine ka business kangu bho but handic...
13/05/2025

Hi idmin.Nyaya yangu yakamira sekudai.Ndrimuskana anemakore 32 NEVER BEEN MARRIED.Ndine ka business kangu bho but handichada kuroorwa ini.maparents angu ndakavavakisira den bho chairo ndikavatengera mota.PROBLEM mai vangu vakundidzinga pamba vachiti chiroorwa apa ini handichadi zvekuroorwa reason yandisingade kuroorwa ndeyekuti ndikafunga kusafa kwakaita moms yangu kusvika ipiwe chirwere na mudhara ndonzwa kuvenga mereji.moms yangu yairohwa takatarisa ichiitwa yese yese namudhara tiripo.Now moms vanoti vakatoregerera mudhara and vanoti inyaya dzevabereki usapindire but zvakatondikanganisa.Imba irikugara maparents ndakaisa muzita raamai zvese nemota.Baba vakazodzikama
havo vabatwa nemukadzi wemunhu vakarohwa nyaya yacho ikabuda nemuma news paper.

AM I WRONG ASI 😔?MUNHU ANOMANIKIDZWA KUROORWA HERE TETE 😭.

13/05/2025

Ziso wona dundu bata😢😢 ゚viralシfypシ゚viralシalシ2024lシalシ ゚viralシfypシ゚

Hide id 😂😂 kuseka nhamo serugare ndoda kutendawo maiguru mai Gire nekundisanganisa nemurume wenyu baba gire(JOHN).maiuya...
12/05/2025

Hide id 😂😂 kuseka nhamo serugare ndoda kutendawo maiguru mai Gire nekundisanganisa nemurume wenyu baba gire(JOHN).maiuya muchindichemera nhamo dzenyu ndineukama nemi here ahhh.Takatozopedzsra takudanana paye na jonso. Ndirikufara veduwee nezuro ndakatengerwa masofa ma new1 ne kitchen unit na Bae. MAIGIRE SAHWIRA GONA KUGEZA NEKUPFEKAWO ZVECHIMANJE MANJE USAUYE KUMBA KWANGU NETUNYAYA TWAKO TWAKUNDIBHOWA.ndatoti ndiuye pano nekuti ndoona uncommenta chaizvo pano.FARAIWO NENI HAMA💃💃💃

VANA JADGE JUDY IMBOMIRAI NDIRIPAKUFARA.

Hide id plz.Nhai ndatadza here. Munhu anga achingofonerwa nenumber dzisina kusevhwa achi ignowa ndikabvunza kuti ko ndiy...
11/05/2025

Hide id plz.Nhai ndatadza here. Munhu anga achingofonerwa nenumber dzisina kusevhwa achi ignowa ndikabvunza kuti ko ndiyani wamusiri kudaira zvikanzi munhu iyeye abvira kudhara arikufona wrong number ndamuudza kuti iwrong number ari kungoramba achifona siya akadaro achaneta. So ndazongotaimira ndikaba phone ndikabuda panze i called the number bvandangoti makadii henyu ndaona ndimi mapedzisira kufona panumber idzi muridzi wephone iyoyi arohwa nemota akuvara zvakaipisisa mota yamutsika yatiza bvanda cutter bvandadzima phone yacho bvandadzokera mumba. Hapana kumboita 10 minutes baba vake vabva vaphona paphone pangu ndikati dairai ndimudhara. Munhu atsamwa manje hanzi urimuroyi unondishuwira rufu vanhu vese kumusha vakuti ndafa inini. Ko wrong number inozofonera hama dzake sei nhai veduwe. Ndechekum*ma chimereji ichi tete😭😭

Admin hide ndine bundu😭😭Being a breadwinner uri wifey is not easy. Hubby hasn't been working for 2 years now and munhu u...
04/05/2025

Admin hide ndine bundu😭😭Being a breadwinner uri wifey is not easy. Hubby hasn't been working for 2 years now and munhu uya asingatendi chake irough chete. Kumbozama kumuonesa neroughness yake anototi ndozvandiri but noo for 15 years dzandagara naye zvehu rough izvi zvakazouya pava paya. All along ndandisina basa nazvo zvekusashanda kwake ndichitomukurudzira but haa ndasvika pafull stop manje munhu kundituka pamberi pevana. Mafunctions ekwavo ndanga ndichibvisa mari ndichikavhiridza kuti umwe wangu asasara pamhene but iyezvino l can't my heart is bleeding. Chimwe chondisvota kana achida mari yekombi ini ndisina anokumbira kushamwari dzangu, dzake shamwari haambofi akakumbira mari kwadziri apa ndini ndinotozobhadhara mari dzacho. Haa ndafizuka ini chero yekombi handichapi munhu, zvese nemafunctions ekwavo ndavabhooo no more cent randichabudisa. Kana ndichiresva ndiudzeiwo ndogadzirisa papi?

Hevoi tete postaiwo nyaya yangu.Ndaneta nerume randiinaro tinoenda kumasowe tete but murume wangu haadi kushanda anongoi...
01/05/2025

Hevoi tete postaiwo nyaya yangu.Ndaneta nerume randiinaro tinoenda kumasowe tete but murume wangu haadi kushanda anongoita basa rekuswera musowe achibata mbiya mheno hanzi ndirimumiririri wemuporofiti ndini ndobata tsanangudzo dzevanhu vanenge vachiyereswa nekubata mbiya ineminamato. Ndini ndinotoona kuti padyiwei pamba ndini ndatova baba ndini mai zve basa repamba rinenge rakamirira inizve. Tine vana 4 tose.Ndodiiwo tete akambozama kuoneswa nevamwe vehukama akaramba.Anototi amukire kuenda kusowe odzoka husiku apa achisvika anobvunza kuti mabikei.Ezv musana wakurwadza uyu nekusenga tswanda ndichinohodha madomasi kumbare nemwana kumusana.Ndipeiwo mazano ndosiya imba here or achachinja.Ukamubvunza anoti mweya wakati makomborero achauya ndrikushandira tenzi😭😭😭.

Ndirimukadzi nag 29 yrs ndibatsireiwo hama dzangu.I am married with 3 kids.Dambudziko rangu nderekuti ndinoitira wet mum...
30/04/2025

Ndirimukadzi nag 29 yrs ndibatsireiwo hama dzangu.I am married with 3 kids.Dambudziko rangu nderekuti ndinoitira wet mumagumbeze.pagore rega rega ndinototi ndiite wet kana ka 2 chaiko.zvinondinetsa nekuti murume anotondiseka.kubva gore rino richitanga ndaita ka2 chaiko kekutanga ndakaita wet ndikaitira foni new1 yandanga ndatengerwa nemurume wangu.Ndakarwadziwa and nanhasi ndichirikurwadziwa.Payakanogadzirwa yakanzi ya beyond repair nekuti yadyiwa ne acid apa yaiva fon ye $200.Izvezv ndineyaakandipa asi ndinonyara .Last month ndakaitazve wet ndikasgungurudzika.TETE NDIBATSIREIWO KUTI CHINGAVA CHII CHINOKONZERESA.ZVINGADARO HERE KUMHURI KWEDU KUINE VARIKUNDISHANDISA NEKUTI HAMA DZANGU DZAKABUDIRIRA CHAIZVO.

Address

Milner Road
London
ME71RB

Telephone

+447404894850

Website

http://www.sammytv.com/

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sammy tv posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share