Saint TV

Saint TV Focusing on reporting news and major events happening in Zimbabwe and around the world.
(7)

13/11/2025

Bishop Marimo Votaura Nezvekupinda Mumba KwaVaChirenje

13/11/2025

Upadate On Chirenje Story: Next Weekend Vanopinda Mumba

Rudo rwenyu runoshamisa vana vehanzvadzi dzangu. Muropafadzwe zvizhinji nekuda kwekubata kwenyu. ❤️❤️❤️.     Don’t forge...
13/11/2025

Rudo rwenyu runoshamisa vana vehanzvadzi dzangu. Muropafadzwe zvizhinji nekuda kwekubata kwenyu. ❤️❤️❤️.

Don’t forget to send your donation though :
World Remit | Mama Money | Eco Cash
Ennie Bettison 0784893435

Mukuru: Ennie Bettison : 0715686944

Every single day ndiinavo vanamainini venyu senyika ndirini muchengeti ndiinavo kusvika parinhasi. Kuve a single parent ...
13/11/2025

Every single day ndiinavo vanamainini venyu senyika ndirini muchengeti ndiinavo kusvika parinhasi. Kuve a single parent kwakandidzidzisa chinhu chimwe chete chikuru kupfuura zvose, kuvimba naJehovah nekunyengetera zvizhinji. Kana mazogara kuchengeta vana haisi mari especially varume vanoti heee ndinotumira mari every month kumwana ainamai vake, kuchengeta mwana zvinotora kuvepo muhupenyu hwake everyday zvemari izvo it’s just 10% or maybe 15% support yekuchengeta mwana. So kana kuine ma awards amurikupa end of year ino musakanganwe single mothers mostly nema super daddy as I would like to call every single father anogara ega nevana vake, I’m sure hatina kunyanya kuwanda pagroup redu. Vanhu ava vapeiwo ma flowers 💐 avo nekuti vanomira mira semweya yehondo everyday kuti vana vafare.Good morning Saints!!!

Mashoko kubva kuna Sis Melly's Diaries . I always respect and appreciate hama dzinotaura zvakanaka pamusoro pedu ini pam...
12/11/2025

Mashoko kubva kuna Sis Melly's Diaries . I always respect and appreciate hama dzinotaura zvakanaka pamusoro pedu ini pamwe chete nemi vana vehanzvadzi nekuti pese pandinotukwa nemi munotukwawo pandinokudzwa nemi munokudzwa katatu. Thank you my dear for appreciating all these people who are part of Saint Tv .

12/11/2025
12/11/2025

Komakuita Sei Paminamato Kumasowe Uko ?? Madzibaba Walter KuHighfields

Ndiroshoko rakabva kuna Cde Taurai Kandishaya vanoti nyaya yaVaChirenje inofanirwa kuonekwa. I believe mkoma vachaita ku...
12/11/2025

Ndiroshoko rakabva kuna Cde Taurai Kandishaya vanoti nyaya yaVaChirenje inofanirwa kuonekwa. I believe mkoma vachaita kuti zvifambe chete

Address

151 Lees New Road
Oldham
OL45PW

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Saint TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Saint TV:

Share