The Virgin

Call Contact the business

The Virgin it's all about intertainment nothing personal
(3)

13/08/2026

Hanzi ndaakakuudza wani musi watachata akana panezvashanduka ndichakuudza

11/08/2026

Good morning meta family

10/08/2026

**Boss:** "Pano pakambani pedu tinoda vanhu vanozvibata. Hatidi munhu anonwa doro, anosvuta fodya, kana kuba nguva yebasa achiita makuhwa. Unokwanisa here zvinhu izvi?"

**Boi:** "Ehe Boss! Handinwe doro, handisvute fodya, uye handiite makuhwa zvachose!"

**Boss:** "Aaa, wakanaka chaizvo! Asi hapana munhu asina paanotadzirawo pakurarama. Chinhu chako chakaipa chaunomboitawo chii?"

**Boi:** "Kunyepa chete Boss!" 🤣

R250 yako chete basa totorova  kkkkkk
10/08/2026

R250 yako chete basa totorova kkkkkk

10/08/2026

Mukoma vakanakira nezvi babie izvi veduwe havagoni nazvo

09/08/2026

Happy Sunday meta family handei kuchurch veduwe 🥰🥰😇😇

08/08/2026

Faraiwo nemujaya wangu veduwe nhasi izuva rake

07/08/2026

Unonzwa munhu achiti ndinemwana arimusango ah zviriko here pamba plumber munhu ndopamoti isango

Good night guys tomutsana mangwana kwakachena
06/08/2026

Good night guys tomutsana mangwana kwakachena

06/08/2026

Ah first time yangu kuriona haaa ndapandi da busy veduwe kuti zvino ndoita rokudiiko ndomenya here ndoita rekukacha here 🤣🤣🤣🤣

Address

709 Hakahana
Windhoek

Telephone

+264813127413

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when The Virgin posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to The Virgin:

Shortcuts

Share