Sibs zw

Sibs zw comedian: "Like a child ,be happy for no reason"
(4)

14/10/2025

Vanoda vakasunguka ngatibatanei kupurofayiri yangu yakanzi Dean Cibsy ndokwandirikushanda ndiri mazuvaano

04/09/2025

Vanakomana tinoremekedza vabereki vedu, hatisati tambouya kumba nemimba 🤣

03/09/2025

Wotora phone yemurume uchifunga kuti arara wonzwa akudeedzera kuti kana wakuchema uyende panze handisi kuda noise

02/09/2025

Kwenyu zvirikowo here zvekuti dzimwe nguva monyatsodanana but dzimwe nguva moita kunge vatevedzani ?🤣

27/07/2025
24/07/2025

Baby rinokuda usina chauinacho rine imwe boyfriend handidi kupikiswa 🤣🤣

23/07/2025

If you want to confuse all of your girlfriends, just photogrid all of their pictures and write my sisters and the love of my life and see ,they will all reply with "honey that's so sweet" 🤣🤣🤣

22/07/2025

Kana uchida kuona kuti chimoko chawakumbira number chirikukudawo here , Verenga number dziya uchidzokorodza wobva washeedza imwe yacho zviri wrong ,kana akakugadzirisa zvakutoreva kuti arikukuda but kana akasagadzirisa zvoreva kuti haanei newe or anga atokupa dziri wrong kare kkk🤣🤣🤣

21/07/2025

Kunyange ukava mutema zvakadii ,ukasvika MuRank mahwindi anongobvunza kuti murikuyendepi murungu🤣🤣🤣

Address

Bloemfontein

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Sibs zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share