Rudo Chirinda the Rusape one

Rudo Chirinda the Rusape one Just a silent but strong woman
(10)

03/12/2025

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Muchaita Chiremba, Petronela Kuzvidza, Sagecious Manaba, Taurai Muzewe, Alice Jenipher Muchenyura

2 years urikujoni waakutodzoka uchisanganisa mitauroπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ
03/12/2025

2 years urikujoni waakutodzoka uchisanganisa mitauroπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ

Just smile, chimunya chawatodya ichocho wakatogadzira ramangwana rako nezuro
02/12/2025

Just smile, chimunya chawatodya ichocho wakatogadzira ramangwana rako nezuro

Weekend soo ukaona munhu wako asiri kubatika ziwa kuti imwe relationship yake irikufaya
30/11/2025

Weekend soo ukaona munhu wako asiri kubatika ziwa kuti imwe relationship yake irikufaya

Imbomira kuperera paari tangai maonana wonzwa kuti mukanwa nehapwa zvirikuita here
30/11/2025

Imbomira kuperera paari tangai maonana wonzwa kuti mukanwa nehapwa zvirikuita here

Kana usina kunyasonaka pameso torwa Pic wakatarisa pasi chete iwewe
29/11/2025

Kana usina kunyasonaka pameso torwa Pic wakatarisa pasi chete iwewe

29/11/2025

Good morning everyone

28/11/2025
Umwe arikutoenda kusleepover nemari yake, onodya Mari yake adzoka ofona neetym yake futi kuti Bab ndasvika πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚
28/11/2025

Umwe arikutoenda kusleepover nemari yake, onodya Mari yake adzoka ofona neetym yake futi kuti Bab ndasvika πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

Let's hope hamuna kutenga zvimwe zvinhu zvisina basa nekuti zvachipa nhasi
28/11/2025

Let's hope hamuna kutenga zvimwe zvinhu zvisina basa nekuti zvachipa nhasi

28/11/2025

Matopedza here kurongedzera kunoona vana kuZimbabwe

Kwadziya here ikoko kuno takutotsva
26/08/2025

Kwadziya here ikoko kuno takutotsva

Address

Bothaville
9660

Telephone

+27613310406

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Rudo Chirinda the Rusape one posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share