Uncle Reggie

Uncle Reggie Turning Dreams into reality one step at a time Class sassy and a bit bad boy
(2)

Happy birthday tete shuwa kukura hakutani bhachi iro ratova diki 🤣🤣🤣
04/09/2026

Happy birthday tete shuwa kukura hakutani bhachi iro ratova diki 🤣🤣🤣

Mukoma vanoziva zvavanota ndabvuma
03/09/2026

Mukoma vanoziva zvavanota ndabvuma

02/09/2026

Kubotswana ndodye mudododo

02/09/2026

Mukuitana sei kuMololepolole team zim munonyadzisa kubva kuzim Kuuya kurwira mutswana mukadzi wemunhu futi chembere fut kuda Mari hre 🤣🤣

01/09/2026

Ko hamucha ndiudzi kuti unogona kuita 5 days mumogoditsane usina kusvika Kumba momogoditsane kudenga kucharohwa munhu

31/08/2026

Zvamairova maTicha nerekeni album raVawink d machiriteerera sei

31/08/2026

Sorry vazukuru vangu zviri normal hre kuyamwa mukaka wemunhu ane 40 years paromenzi

30/08/2026

KANA PANE VANETSA BATA MBUYA MLAMBO

30/08/2026

Zvirikuita Mbuya venyu ndozvakaita kuti vazoita dumbu riya
The Mu-u Media
Uncle Reggie

30/08/2026

Gudo guru peta muswe zvimwe zvinoda kudzorwa nezera kwete vanhu

Address

4 Honiton Road Plumstead Capetown
Cape Town

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Uncle Reggie posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Uncle Reggie:

Shortcuts

Share

Category