Haufe wakatangira a broke person kuti CHRISTMAS BOX hazviite🙌
17/12/2024
😍❤️🙏
15/12/2024
Vana “unotengerei mota usina kuvaka, nhingi ane mari kupfuura yako, 2 million yedu tiri kuida”😂🙌
12/12/2024
😍❤️
11/12/2024
I always wonder kuti saka nhasi varikufungeiko avo vaiti tanyura😊 community yakafarira mahara muna Nyamavhuvhu zvakaoma shuwa😂😂
06/12/2024
Just a village boy from Gutu, Masvingo❤️ U don’t need anyone’s approval to be what you want to be, focus rara ma life yaunoda kwete inoda vanhu
04/12/2024
The second most followed in Zimbabwe 💪 without anyone’s help but only hate, ruvengo😄 Mwari variko ende havaite zvema group.
Asvotwa ngaatiendese ku court 😂😂😂😂
Be the first to know and let us send you an email when Tytie & Kiki posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.