Uncle Jotham ZW

Uncle Jotham ZW Ndini sekuru venyu
(1)

Ko tadii tangovhara machurches acho muzimbabwe because they are doing nothing chine huMwari munyika medu umu 🀦
12/06/2026

Ko tadii tangovhara machurches acho muzimbabwe because they are doing nothing chine huMwari munyika medu umu 🀦

11/06/2026

Yava nguva yokupakurigwa vutakunanzva zvino πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘

What do you call this fruit in your language πŸ€”
02/06/2026

What do you call this fruit in your language πŸ€”

Ko kwenyu munozvipa zita rekuti kudii izvi nhandi vazukuru πŸ€”πŸ€”vuno kwedu Masviko tinozviti mucomment section ndokanda zit...
01/06/2026

Ko kwenyu munozvipa zita rekuti kudii izvi nhandi vazukuru πŸ€”πŸ€”vuno kwedu Masviko tinozviti mucomment section ndokanda zita

Ndomadyiro atoita kana tirikumabasa awa vazukuru
01/06/2026

Ndomadyiro atoita kana tirikumabasa awa vazukuru

Umwe neumwe anekamumhanyiro kake
28/05/2026

Umwe neumwe anekamumhanyiro kake

19/05/2026

THEM::::hhaa ini handiindi kupostora kobhohwa munogadzikwa pasi plus vanopindira musango πŸ™„

US MAPOSTORA ACHO::::Preaching vagaratia inotsigira nyaya yemucheno zvedu πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡apa takaita kutsvinya nekuchena πŸ˜›πŸ˜›

Them::::Heee mapositora hutsvina havabviri Mapostora acho::::πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ˜¬
18/05/2026

Them::::Heee mapositora hutsvina havabviri

Mapostora acho::::πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ˜¬

Her:::zuro makavatepi Me:trying to explain nyaya yacho πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ™†
17/05/2026

Her:::zuro makavatepi

Me:trying to explain nyaya yacho πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ™†

Them vazukuru::::Haaa sekuru vedu havasi romantic isu tovaziva πŸ™„πŸ™„πŸ™„Me:::πŸ€­πŸ€­πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡in the middle of the park baba
17/05/2026

Them vazukuru::::Haaa sekuru vedu havasi romantic isu tovaziva πŸ™„πŸ™„πŸ™„

Me:::πŸ€­πŸ€­πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡πŸ‘‡in the middle of the park baba

Address

Strand
Cape Town

Telephone

+27636469175

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Uncle Jotham ZW posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Uncle Jotham ZW:

Share