Confessions Huroi Hurombwa Zvinotyisa Zvinovhundutsa

Confessions Huroi Hurombwa Zvinotyisa Zvinovhundutsa Come with your issues confessions of witchcraft, scary and frightening things happening in real life

31/01/2025

Big shout out to my new rising fans! Lisa Bvochora

22/01/2025

Admin ndine nyaya yangu, wena iwe ndine vamwe mufundisi vandaka danana navo vakambo netsa mugweru umu, hino vakandi abuser vakandinyenga ku sim 2 ndakavarairwa ndoita sei, mapurisa anosunga hre nemakore andinawo 25

22/01/2025

Admin pane vanhu vakadzidza here pano or angori mazingunde basi, mwana wangu ane 10A ak*ti haadi kuenda A level, akuda kuenda kupolytech zvinoita here, vane ruzivo ndibatsirei zvine musoro hre, ndaitoona ndasimudzirwa ndana dhokotera wangu manjee eeeeh musandituke ndine stresss

22/01/2025

Nhai admin ndibvunzirewo kune vedare nhai ndiri mukadzi ari single ndine makore 36 ekuberekwa ndakambororwa kairi zvikaramba now ndogara hangu ndega handina mwana uye am HIV positive, zvino ndinoenda kuchurch tiri pama40 daya ekunamata nek*tsanya zvino iiiih zvandi kurira ndaiti zvimwe ndichanamata ndakachena, ndane 2 weeks ndichingoti kudai ndarohwa zvinhu neshamwari rume yangu, manje pfungwa dzondishaisa zororo k*ti ndingadaro ndiri kukanganisa munamato hre? Kuita bonde uri pamunyatso zvine zvazvinokangamnsa hre, zvinga dzivisa k*ti ndipindurwe hre or ndosiyana nazvo ndomboita zvebonde izvi nek*ti miyedzo yacho yandikurira semunhu agarisa, ndodii

22/01/2025

Viga chitupa dhumini, wena iwe horodhe yakapfuura iyi ndakafarisa ndaenda out nema shamwari angu we had fun and ndakasangana neimwe mai kumafaro unongo zivawo zvinoitika kana manwira nwira. Takaenda pedu tega ndikanochaya chinhu apa zimai iroro zihombe mazikumbo aya kukura kwaakaita, i had no protection. Zvino now zvakuitika handicha zvinzwisisa ndikubuda tuma pundu kunhengo yangu tukuita white toputika mabhora aya akambozvimba last week, kana kuchipatara ndiri k*tya kuenda. Ndiri kuSA mukadzi ari kuuya 1st week raFeb ndoita sei, chingava chii chiri kudaro ndibvunzirewo kudare

22/01/2025

Hidey me. Admin i have a confession to make, weduwe murume wangu aihura zvek*ti dhuu, kunyimwa bonde mumba kurohwa kunyimwa marii i faced a lot of challenges in this marriage, ndakasara ndisina option bt kugarira vana. Ndinoshanda asi mari yose anotora ndiye anoirongera mari. So ndoshandira outside of Harare ndakabva ndasangana nevamwe baba vuakandida sezvo ndanga ndiri munhu anga ane nzara nenyota yerudo handina kunonoka kuvada plus ronda pamoyo haa takadanana zve6 months murume ndokuzvibara through WhatsApp message haaa ndarohwa sendichafa. Zvakatora nguva ndichirohwa almost everyday. Handina kuziva k*ti varume vanoto rwadziwawo nek*ti mukadzi awana anomuda apa haana kana cent raaakbvisa kwedu pavana 3. Hama dzakataura zvakawanda ndikati ndisiye hangu ndiende haana kundi tendera. Murume mukuru akachema, kkkkk chokwadi varume havana kusimba ndakazviona. Nguva yakafamba tikagarisana zvino akabva atowana mukana wekunyatso hura manje nek*ti ndanga ndahura. Aiwa kufonerana nema girlfriends ake ini ndirimo mumba, akanotora vana vake vese vekuma small house k*ti vauye kuzogara pamba apa ndini ndaiva nemari yaishada pamba. Vakazoenda havo, tikagarisana now ndatova nechimwana chisikana chime 5 months chakafanana naiye chaizvo asi akamboti pamwe nhumbu yacho haisi yangu. Haagone naye mwana iyeye kkkkkk mumoyo ndinongoti aiwa ndakaripfidzisa at least akanzwawo pain yekuhurirwa k*ti yakaita sei.

22/01/2025

Masikati akanaka admin muri sei henyu. Ndine nyaya yangu, ini ndoda kureurura k*ti ndinorara nababa, mwana wandinaye ndewa baba asi vakati ndisataure baba vangu vane mari vanoziikanwa muguta reHarare, ndak*toona k*ti ndinenge ndakashandisirwa mushonga. Ndati rega ndinyore ndaona nyaya yamai vane mwana akarara naStep father.

20/01/2025

Makadini mhuri ye confession. Ndauyawo nenyaya yangu iri kundinetsa, ndakaroorwa mu2nd marriage ndine mwana wangu musikana ane 15 years now, so pese apa ndanga ndakagara zvakanaka nemurume wangu zvinhu zvaifamba zvakanaka mwana wangu aimuda zvakanaka. Gore rakapera basa rakamuperera anga akangogara kumba so ndini ndanga ndichi shanda pese apa, zvino nyaya yandiunza pano zvandiomera hama dzangu ndiri kufunga kufa chaiko nek*ti ndakati ndichi bva kubasa last week iyo musi we Wednesday ndakasvika murume akarara nemwana, mwana achito chemerera kuratidza kunakirwa ndakashamisika nazvo murume kumubvunza hanzi ndakudawo fresh nyama kana zvichiita ndorora mogara mese. Makambo zvionawo kupi zvakadai hama dzangu ndapererwa apa ndime nhumbu ine 3months ndakafonera mai vemurume vakati hameno pedzeranai ikoko kumba kwenyu. Ndodiii hama dzangu, ndapererwa

26/08/2024

https://chat.whatsapp.com/L1eGD4c2tdWARp2yCBMy7B

Hello 👋, how are you?
Im kindly inviting you to join our new group. Avo havo Vanoda kunyengetera, vanoda shoko, vak*tsvaga kusimudzirwa mweya yavo. Kindly join this group, where the word shall be preached and prayers shall be conducted. Are you feeling spiritually low, you need someone to lift you up through the word encouragement, are sick, are in a hopeless situation, are you suicidal, are you weak join the group through this link and we shall be revived.

26/04/2024

Ndirikubaikana mwoyo admin ndichiona rate yevakadzi vezim vakunwa doro munyika dzehupotere varikuwanda toita Sei navo nek*ti munhukadzi anobva Zim haufanirwe kushoresa nyika yedu nekunwa doro ndopakuzotora isu varume vevanhu madhakwa ndanga ndichikumbirisa musvitsa chichemo changu Ku culture and arts ministry Kuti wese wadhakwa odzorwa kuzim nek*ti hatidi kushoresa nyika ndatenda

26/04/2024

muriseiwo nedare ndinokumbirawo mundiise mu hapwa please. Nyaya yangu yakadai ndiri mu Group rakanzi night raiders so pane munhu aitaura nemusikana muma commnt section musikana achitodada ini semurume biya yangu ndikatomuti ah no siyana naye tikatanga k*taura tika exchange phone number so akanditanga ne nmber yeku Uk ndikatanga k*taura naye ndichitoti ah zvinhu zvakandiomera chibasa chedu ichi wat wat so akati ko madam varipi ndikati varipo ndi Teacher wema 2 akati its fyn akati ndipo ma details ako ndikamupa akandiisira 1000usd pa worldremit ndikatora ndikatomuti thanks so takaramba tichitaura akati amudi kuenda kuma ship here ndikati andikwanise akatoti dai maida ndaikuitira akabva ati chiitai zvechi nurse aid iwe na madam ndikati kana tawana mari akati okay akabva aisa 1800usd takaita 3weeks dzedu tikapedza akati endai kunonyora English tikanyora tikafoira akaramba achiisa marii tikazopasa so zvese ne Tb test zvapo ne police clearance akabva ati mira makadaro ma Cos ahasikubuda tikagara achitipa mari futi achingotumira so last week iyo ndipo pakapinda email offer letter manheru acho kukazouya Cos apa tanga takamupa ma papers takaenda ku Visa rakabuda tikufanira kusimuka this week madam ravo rakabuda futi Visa munhu uyu unoti ukataura naye arik*ti Company ndeyake achiti ndaimbotengesa ndakasiya saka pakundinetsa anombophona neimwe number inobuditsa k*ti Spain. Oti kune bussines rake ombophona ne USA direct call zvek*ti kana 1hr chaiyo video call takaita mdakatora ma screenshot so dare ndikuda kuvhunza k*ti pakachena here apa munhu uyu ahazotiuraye here kana k*tiita zvimwe mari yatashandisa yake yawandisa hanzi after holiday mdichaisa 5000usd yek*ti vana vasare vachishandisa apa ma licence akatitoresa nemari dzake futi ndibatsireiwo dare

26/04/2024

Hie ndokumbirawo kuisirwa ku group..Ndiri mukadzi anemakore 25 ndakaroorwa last year,, murume wangu anoti handifaniri kugeza kuzasi kwangu,,hanzi ndinofanira kuita 3-4 days ndisina kana kukudira mvura or kuisawo katauro kanyoro,,hanzi ndinoda kunzwa hwema ihoho,,hanzi hunoita ndinakirwe kana ndichirara newe...tinorara tese kana kuzasi kwangu kwak*tokachidza ndipo paanoda ipapo..musi wandinogedza anotomirira dzimwe 4 days k*t k*tange kwaworera.... mazuva ek*tanga ndairamba ndichiti ndinonhuwira vanhu kubasa,akandisiisa basa.hanzi gara pamba ndoita zvese...asi kuchengeta hake handisvori anoita hake zvandinoda

Address

Doak Street
Germiston

Telephone

+27613263680

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Confessions Huroi Hurombwa Zvinotyisa Zvinovhundutsa posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Confessions Huroi Hurombwa Zvinotyisa Zvinovhundutsa:

Share