
11/08/2025
Dear Bee Wezhira
Madam Boss vaikutora se Mwana wavo vachiku simudzira pa content asi iwe wakavatenda nekuvapira murume wavo mwana ndizvo here.
Saka kuzopa Apostle nhumbu isiri yavo waida vaendese Mwana wa Mhofu kuchikoro hutsinye hwakadii uhwohwo. Dei Apostle vasina kuzoudzwa ku n'anga aizo ziva sei ?
@
Asika vakadzi makaoma henyu. Pavarume venyu vakadzi don't trust anyone. Unosvika murume atorwa.
Source Ketina Ananiah@top fans