
12/09/2025
Cheers to us tinomuziva asati ave The woman king😂👊🏽
Ndakura naye kuChegutu this one...inini ndakanga ndichifunga kuti anogara aneflue....kana achitaura...ndisingazivi kuti muna king mukati make!
Rise my King....and congrats on your first album Nisha Ts ndichagara ndiriku support talent yako wanzwa ka...
We have a woman king Veduwe!👊🏽