women with hope

women with hope Don't be a person who doesn't have hope This page is about fashion and health
(39)

Hie tete ndoda mundibatsire ne advise ndinoshanda mumba muno mu kapa saka ndakawanawo munhu wangu arikuti siya basa tiga...
03/10/2026

Hie tete ndoda mundibatsire ne advise ndinoshanda mumba muno mu kapa saka ndakawanawo munhu wangu arikuti siya basa tigare tese ndokuchengeta ini ndakasiya mwana 1 ari kuZim munhu wangubane vana vake 2 vari kuZim also zvinoita here tete

Hie tete zvinoitawo here kuti murume wako ati huya ti share ma bills half half help me ndafunga zvangu kusiya murume wac...
02/10/2026

Hie tete zvinoitawo here kuti murume wako ati huya ti share ma bills half half help me ndafunga zvangu kusiya murume wacho

🎉 Facebook recognized me as a consistent post creator this week!
02/10/2026

🎉 Facebook recognized me as a consistent post creator this week!

Hie tete mamuka here ndiri mukadzi ane makore 35 ndodawo murune ane makore 40 kusvika pa50 ngave asina chirwere handidi ...
02/10/2026

Hie tete mamuka here ndiri mukadzi ane makore 35 ndodawo murune ane makore 40 kusvika pa50 ngave asina chirwere handidi munhu asina zvaanoita zvinounza mari vana ndine vatatu kana aine vakewo hapana kuipa ndiri Pretoria number

Hie tete makadii henyu ndauyawo pano kuti ndicheme dambudziko rangu ndiri mukadzi ane makore 26 ekuberekwa ndine mwana 1...
01/10/2026

Hie tete makadii henyu ndauyawo pano kuti ndicheme dambudziko rangu ndiri mukadzi ane makore 26 ekuberekwa ndine mwana 1 nepamuviri pane 5 months murume wangu akabuda akanogara nemuzulu kumba haachauye kuti nditsvake ma ps job vanhu vanoti bodo nekuda kwemimba chichemo changu ndaikumbirawo kuti kana paine vane moyo yerudo havo vakati 50 rand 50 rand ndiwane kuinda kumusha ku Zim ndingatende chaiko ndichaita video call muone situation yandiri tete kana zvichiita munoisa number dzenyu henyu kana mari yakwana motenga ma tickets murimi zvichida mungati ndinodya mari yacho

Ichokwadi here kuti mukuru wemazuva hakuchina nhai vanhu kana iri sure haa sonja aka dhoja bullet
01/10/2026

Ichokwadi here kuti mukuru wemazuva hakuchina nhai vanhu kana iri sure haa sonja aka dhoja bullet

Vakambotenga maphone evikwereti mujoni huyai pano akanakirei anoita here or anodhura
30/09/2026

Vakambotenga maphone evikwereti mujoni huyai pano akanakirei anoita here or anodhura

Hie tete yoo kukurukura hunge wapotswa tete weekend ndakainda kunoona babie rangu randakawanawo aiti haana murume akati ...
30/09/2026

Hie tete yoo kukurukura hunge wapotswa tete weekend ndakainda kunoona babie rangu randakawanawo aiti haana murume akati vana vake vari Zim aa weekend akati huya hako kumba kwangu no pressure ndainda paye tete ndini uyo ndapfuura nepa mall ndatenga tenga zvi grocery aa ndasvika paye kuma seven madoka ndakatambirwa boo boo aa kupiwa chikafu paye hepano pakurara tete ndakati ndichangoisa ndangoti koi koi runenge rutatu ndikanzwa nock pa door iye kwakuti ndiyani zvikanzi ndini baba Mavie aa mukadzi akajamba tete ndikaziva kuti ma1 atanga akanditi pinda pasi pemubhedha aa imi asumudza bed ndapinda paye nehembe neshangu mumaoko murume uya apinda ndikanzwa vakubvunzana kuti ko vana vaindepi iye akati vainda kwamaiguru ndanga ndawana part time yangu so ndauya late ndichavatora mangwana imi hanzi ko kuzouya musina kutaura ndaiti mouya chitatu murume akati phone yangu haisi kuita saka ndangouya murume ndipo paakati aa ndiri kuda kugeza handingavati ndakadai achipinda kunogeza ndopandaka buditswa pasi pemubhedha paye zvikanzi rova pasi haa vakadzi vasadaro tete ndakazo bvunza mangwana acho kuti ko iwe ndeip akati hee ndi ex wake zviya zvekunyepa nyepa aa ndakabva ndamu blocker ipapo ipapo vakadzi musadaro vakomana

Hie tete ndauya kuzoyambira vamwe vangu vanoda zvekunzva panobatwa nema gloves nema doctors ini ndiri murume ane makore ...
30/09/2026

Hie tete ndauya kuzoyambira vamwe vangu vanoda zvekunzva panobatwa nema gloves nema doctors ini ndiri murume ane makore 33 ekuberekwa ndanzwa tete mukanwa mangu maora chaiko mazuvano ndiri kugara ndaka pfeka mask ndochinyepa kuti ndine zino ma injection ndakabaiwa asi hapana change doctor akati i have hpv ndangoti ndiyambirewo vamwe varume chinhu icho hachidyiwe boys rangu

Hello tete. Pamna pandinoloja  pane macouples aripo so one of them anoti kana mukadzi wake aend kubasa, anosara oenda pa...
29/09/2026

Hello tete. Pamna pandinoloja pane macouples aripo so one of them anoti kana mukadzi wake aend kubasa, anosara oenda paphone achitaura negirlfriend yake akamuisa paloud ini mdinonzwa zvese. Inini ndinowirirana nemukadzi wake so zvinondirwadza bcoz the wife does everything from breakfast in bed. Zvavane more than a month zvichiitika. Ndodii? Ndotya kuti ndakamuudza ndozopinda ma1 nemurume pr kutodzingwa pamba apa.. Ndongosiyana nazvo here swzvandagara hangu ndiri kuita

Address

Johannesburg

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when women with hope posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to women with hope:

Shortcuts

Share