Wezhira

Wezhira jokes
(1)

11/08/2026

Amai vogeza magomasi nemate avo:
Hamno kuti kushaikwa kwemvura here kana kuti ndokuti macustomer awande.
Vamwe vati kuchitungwiza hamno ndizvo here?

Please please please ngatigezei zvese zvatinenge tatenga nokuti zvimwe zvirikuitwa kumisika hazvina kumira zvakanaka

04/08/2026

Ndezvebasa🎤🎤

16/07/2026

Takazoti ndiani anokunda baba ava?

Umm iyi nyaya yakaoma..Munoiona sei hama dzadiwa?Wezhira
15/07/2026

Umm iyi nyaya yakaoma..
Munoiona sei hama dzadiwa?
Wezhira

Zvinoitwa kupi izvi ndazvifarira? fans
11/07/2026

Zvinoitwa kupi izvi ndazvifarira?
fans

Vana vevhu vakatsamwa🙌🙌🙌Mushure mekunge madam boss vati Makhadz haana mhosva musiyei auye kuzoridza muZimbabwe uye vachi...
06/07/2026

Vana vevhu vakatsamwa🙌🙌🙌
Mushure mekunge madam boss vati Makhadz haana mhosva musiyei auye kuzoridza muZimbabwe uye vachiti ivo naye vanonzwanana zvikuru.

Vana vevhu vakagumbuka havas kuda zvisina basa

Muri safe imi?Vazhinji tikubvunza muchiti muri safe bt uumm hoo itsi. okeyi
01/07/2026

Muri safe imi?
Vazhinji tikubvunza muchiti muri safe bt uumm hoo itsi. okeyi

30/06/2026

Vari Joni maswerasei..
Just to check if you are ok kwamuri.

27/06/2026

Mukadzi nemurume vepanext pangu varkutukana so hazvisi kunyatso nzwike regai ndnodzosera pinjisi yavo🙌

26/06/2026

Ndaona vakawanda varikutuka nekushora vanhu vari kuSA hanzi hee hamuna chamuinacho,ko imi vacho munei?
Vazhinji venyu tokuzivai

Address

New Town, Jo'Burg
Johannesburg

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Wezhira posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share