The Soko's

The Soko's hey there, it's Soko's,a entertaining saleswoman , an amazing businesswoman and a woman of God

Zvoda zivo
18/09/2025

Zvoda zivo

Maswera cei Mese mese kwese kwese kwamuri.Ngatigende nezuva ranhasi kunyangwe zviri kuoma kana kupfava mazuva haanake os...
16/09/2025

Maswera cei Mese mese kwese kwese kwamuri.Ngatigende nezuva ranhasi kunyangwe zviri kuoma kana kupfava mazuva haanake ose stay blessed # real life

15/09/2025

Paivapo rimwe gore ndakati ndasiwa pamba nehanzvadzi dzangu ini Ndini ndaive mudiki saka ndaive ndakajaidzwa kungonzi musadaro mwana zvino ndasara neboys dziya ndakachitanga kutumwa ndichiramba semunhu akanga ajaidzwa kunzi mwana Hama weee ndakabhurwa zvekukwira gomo kunoswera ndakagaramo ndichiimba amai chiuyai mwana anochema apa ndakatarisa kuroad kwaibva nebus reharare sezvo mai vainge vaenda Harare.Ndakauona nguvai dzafamba hapana kana akanditeera mugomo muya veduwee kamwe Ka abuse kataizoitwa nevakatitangira kuona zuva bho here # Kura uone sure

14/09/2025

Masowe kana tozogara kunemabasa chaiko

14/09/2025

Kasadza neguru # to the sokos

Call to 0842535668 if u need airtym ,data to any network
13/09/2025

Call to 0842535668 if u need airtym ,data to any network

Horror
13/09/2025

Horror

Address

Kempton Park West

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when The Soko's posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share