Mother samu

Mother samu content creator ,domestic worker

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Ranga Dubeko, Themba Vusi Khwalo, Nkosinathi Innocent Dub...
01/04/2026

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Ranga Dubeko, Themba Vusi Khwalo, Nkosinathi Innocent Dube, Lawřãñčě Modingwana Mafere, Daniel Njuguna, Jeannet Rankadi, Sandra Mutseyekwa, Gerald Chinedu Nnodi, Simbex Simbex Sithole Simbex, Tsindao Dao, Amin Chowdhury, Band Ramirez, Linnet Mbetsa, Ajay Kumar, Salvacion Clemente, Leandro Catan, Bizozo Manyama, Tongai Shonhai Moyo, Sarita Sarita, Kevin Devaney, Nomthandazo Vundla, Fousseny Kone, Utibe Effiong, Mokrabin Patoque Chan, Sanoj Gupta, Egarajalah, Trish Tendai, Delphin Gavi Ngabireyimana, Kgabo Andrew Molefe, Beny Rumpaisu, Gerome Boa, Jongdeo Alfanta, Champak Borah, James Gerodias, Litha Gobididolo, Admire Barawapara Niceway Civils, Greatjoy NkomoDonsah, Kampis Le Sâge Zikhuba, Rus Shanto, Memori Sibanda, Yeun Sokeak, Emiliane Jean, Prudence Katsande, Mele Simon, Fabian Damulak, Tsitsi Magaisa, Taposh Roy, Phenyo Mashou, Simeon J Cooper, Andrew Kish Malel

Hapana nguva yakaoma senguva yemiedzo .Uri munamati asi zvinhu hazvitambanuke wozvibvunza kuti ndikurasika papi .Mudikan...
24/03/2026

Hapana nguva yakaoma senguva yemiedzo .Uri munamati asi zvinhu hazvitambanuke wozvibvunza kuti ndikurasika papi .Mudikani iwe neni tiripanguva ya Job akarasikirwa nevana ,hupfumi akasvika pakunzi nemukadzi wake tuka mwari wako aripi zvinhu zvose zvichiitika asi .mangwanani ano ndinosimbisa wose akaremerwa kuti mudikani ramba zvako uripo pana mwari zvose zvakarasika zvichadzoswa zvapetwa kaviri Mwari ari kukuziva asi anoda kuratidza Satan kuti kunyangwe ukashungurudza vana vangu asi havarege kuvimba neni .Mufaro uchauya Mirira hama yangu.nyasha dzive nemi muzuva ranhasi🙏

24/03/2026

God's time is always the best .good morning

Tenda mwari kana wakapihwa hama dzinokuda .kune vana vanyamunhu vasisawonane .Asi nhasi ndrikuti muvengi satan akawana m...
19/03/2026

Tenda mwari kana wakapihwa hama dzinokuda .kune vana vanyamunhu vasisawonane .Asi nhasi ndrikuti muvengi satan akawana mukana iwoyo wokukurwisanisai kuti muvengane .nhasi ngatimuparadzei nemoto wedenga .tinotaura ropa rajesu rakadeuka kuti ini newe tive nehupenyu husingapere .Namatira mwana wamai vako kuti muyanane sezvaivapo pakutanga .Angava mwana wako munamatire nguva nenguva nekuti tikavasiya vanopinda munataisireva vanakomana vakatiroorera maporofita anongoporofita kuti mai vako muroyi ,mwanaskana anoroorwa nemukuwasha anopfeka mabhurukwe mashanu akarembera angazochengeta vabereki .zvose izvi zvinogoneka vabereki neminamato ine simba inorerutsa zvinorema .wanirwai nyasha Masikati ano mudikani .Mwari vedu havana nhoroondo yekukundikana .

Vabereki vedu vaiti pazvinorema vanobata Bible vonamata miedzo ichiuya ichienda vakatiyarutsa .ko iwe zvawakuti takarasi...
17/03/2026

Vabereki vedu vaiti pazvinorema vanobata Bible vonamata miedzo ichiuya ichienda vakatiyarutsa .ko iwe zvawakuti takarasima nekuvenga hama nevana vamai wako wazviwanepi .ukaona paunoudzwa zvinokuvenganisa newekwako tiza nehupenyu hwako hapana zvaMwari ipapo .ndivo vaya vakataurwa mu Bible kuti kuchava nemaporofita enhema vachati d***o ibva apa .Ngatisanamatei mifananidzo .Asi kuti tinamate Mwari wazvokwadi .manheru ano zvibvunze kuti pandri kunamatira ndipo here kana kuti ndakarasika .kumbira ishe vakupe maziso emweya usashandire pasina .mwari vakukomborerei .🙏

16/03/2026
I was buying mangwinya at the junction while waiting for my changes, I saw a woman walking with a child and the child wa...
16/03/2026

I was buying mangwinya
at the junction while waiting for my changes, I saw a woman walking with a child and the child walking faster than the woman and the woman shouted ...Degree!!! wait for me!. In fact I was so amazed hearing that name. So to satisfy my curiosity I walked closer to the woman and asked (MAMA why do you call this little child Degree the woman laughed and said to me "my dear I sent her Mother to University and this is what she brought home".I just say finish as mothers we are going through a lot .we end up gave anger to the wrong people .we must be happy to have a grant child but this is the other way round .

Address

1142 Kopje Street
Klerksdorp
2555

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mother samu posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share