Tinotenda TV

Tinotenda TV Our goal is to make you happy
For business +27623732521 https://youtube.com/channel/UCSmUjgZHvbKWgWiJE7Cf6vw
(16)

21/08/2025

Iye enga ndiye Alpha na Omega wekutanga nekupedzesera Amen 🙏

20/08/2025

Usaneta kunamata nhamo ndeyako kana vazvinzwa uti Amen 🙏

20/08/2025

Mapisalema 33:4 Nokuti shoko ra Jehovha rakarurama ,anoita zvose nekutendeka

19/08/2025

Musazoomesa moyo yenyu

Nzira imbiri dzinondidana ndomira naniko ndomira na Jesu
19/08/2025

Nzira imbiri dzinondidana ndomira naniko ndomira na Jesu

18/08/2025

Varwere vese ngavapone nezita ra Jesu

18/08/2025

Vanomirira Jehovha vachapihwa simba idzva

18/08/2025

Muka unyengetere munamato va 12 mwari vanokuitira zvakanaka

16/08/2025

Zvibvunze pauri ipapo kuti chii chinokutadzisa kunamata murare munyasha Amen 🙏

16/08/2025

2 vakorinde 5:7 Tinofamba nekutenda hatifambi nekuona

15/08/2025

Kana uyine mubereki vako muremekedze hazvinei achembera sei hazvinei anorarama nehurema ndiye akaita uone zuva tikatsvinyira vabereki tinoita munyama makomborero anotiza Bible rinoti kudza Baba na Mai vako kuti ma zuva ako awedzerwe panyika Amen 🙏

Vana venyu vachibuda kuenda kuchikoro vanamatireivo Amen 🙏
15/08/2025

Vana venyu vachibuda kuenda kuchikoro vanamatireivo Amen 🙏

Address


Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tinotenda TV posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Tinotenda TV:

  • Want your business to be the top-listed Media Company?

Share