10/09/2026
Ndakangoona Mrs T Thee Designer vandiblocker vaona ndagadzira maphotos akanaka pano nechatGPT,hameno kuti vakatsamwei ,mastreets anonakidza veduwee 🤣🤣🤣🤣,vanhu vabaiwa nekupiwa pressure nechatGPT,inga ndikare wani ndichidzidzisa vanhu nezvemaphotos awa kubva ari Gemini,ndakatoisa mavideos kuprofile yangu .
Vanhu vabaiwa nekupiwa pressure nechatGPT 🤣.
Asi handioni chotsamwisa ini ukaona umwe agadzirawo maphotos acho,Al yakaitigwa munhu wose veduwee,godo ndereiko vana vekumusha?.