Mama Prudence Diaries

Mama Prudence Diaries Digital creator
(9)

With Mai2 Chosen Diaries – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰  γ‚š
11/08/2026

With Mai2 Chosen Diaries – I just got recognized as one of their top fans! πŸŽ‰ γ‚š

Nhaimi let's say watora licence muno musouth African then waenda Zim ,unokwanisa kunoishandisa here or ndiudzeiwo  vanhu...
10/08/2026

Nhaimi let's say watora licence muno musouth African then waenda Zim ,unokwanisa kunoishandisa here or ndiudzeiwo vanhu wee γ‚š

Kana mazogara chinhu chinonzi moyo Chakaoma ,pausingadiwe ipapo ndopaunoda nepaunotaridzwa zvese matrue colours ese asi ...
10/08/2026

Kana mazogara chinhu chinonzi moyo Chakaoma ,pausingadiwe ipapo ndopaunoda nepaunotaridzwa zvese matrue colours ese asi moyo unenge uchingoti ipapo ipapo 🀣🀣🀣 how was your weekend guys happy Monday γ‚š

Let's discuss unoitawo sei pakadai  γ‚š
07/08/2026

Let's discuss unoitawo sei pakadai γ‚š

04/08/2026

Maporofita kana musingangogoni kubatsira munhu zvaanenge achida budai pachena kk γ‚š

Kana uchida kuona kuti muphone mako makangozara vanhu vasina yamuro yavanokupa ita problem uone  γ‚š
30/07/2026

Kana uchida kuona kuti muphone mako makangozara vanhu vasina yamuro yavanokupa ita problem uone γ‚š

27/07/2026

Varume why muchiita shamwari dzev akadzo iwe unemukadzi kumba γ‚š

Muzimba anogona kutokuti Chamhamha,gulez,or whatever iye nekuchekuseri avhitolazana nemunhu wako pangwarirei ipapo kkkkk...
24/07/2026

Muzimba anogona kutokuti Chamhamha,gulez,or whatever iye nekuchekuseri avhitolazana nemunhu wako pangwarirei ipapo kkkkk γ‚š

I hate goodbyes ummm moyo unoenda kure  γ‚š
23/07/2026

I hate goodbyes ummm moyo unoenda kure γ‚š

Mbare kana usinganatsoziva shuwa unobvumburudzwa nemahwindi nematsotsi ,apa Tanga tabva kurohwa homwe haaaa mbare atina ...
23/07/2026

Mbare kana usinganatsoziva shuwa unobvumburudzwa nemahwindi nematsotsi ,apa Tanga tabva kurohwa homwe haaaa mbare atina zera nayo veduwe γ‚š

Address

Mackerel Street
Port Elizabeth Sp

Telephone

+27744084986

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mama Prudence Diaries posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Mama Prudence Diaries:

Shortcuts

Share