Mai Keeg

Mai Keeg taking you back

Even minamato yacho ikanzwikwa ndiani achatiroora. 😢 😢
28/12/2025

Even minamato yacho ikanzwikwa ndiani achatiroora. 😢 😢

27/12/2025

The worst heartbreak 💔 kuona a fellow Zimbabwean achitaura zvinyaya kuti Chihombe adzokera kumadrugs. Senyika hatina kwatikuenda

22/12/2025

It's getting worse. The things we (Zimbabweans)promote is insane ️ 👐

Marriage dzamuchemera kaa idzi ukasangana nemunhu who don't understand what marriage is all about uchagara wakabata shay...
21/12/2025

Marriage dzamuchemera kaa idzi ukasangana nemunhu who don't understand what marriage is all about uchagara wakabata shaya. Some of us tikusvika kuzvi30 something tichishaya a good partner and that okay because ukada kuzvimhanyira uchasangana nebhinya rinogara richikurova , rinokuhurira all the time ,uchasangana nemukadzi anoku controller zvekuti unosara usisina kana shamwari. Todzokera kusvondo zvinhu izvi zvinoda kunamatirwa nekumirira nguva yaMwari musamanikidzire all because of community ichati chii zvino zvandakuvavarira 30. Vanhu havana mufaro mudzimba umu, kusara kwangu chete 😆 😆 😆

Incase you don't see me wearing new clothes on Christmas just know that they don't have my size in the market 😆 😆
21/12/2025

Incase you don't see me wearing new clothes on Christmas just know that they don't have my size in the market
😆 😆

Munotoonawo tichipinda 2026 isu ?
20/12/2025

Munotoonawo tichipinda 2026 isu ?

Mr Enjoyment 😉
20/12/2025

Mr Enjoyment 😉

Haaaaa pakabhaizika 😒 😒
19/12/2025

Haaaaa pakabhaizika 😒 😒

18/12/2025

I know mukuda zvekumbodhakwa but imbouyai tigadzirise apa Boy child is crying for HELP. Dziva naThandaz veduwe
🏃‍♀️ 🏃‍♂️

Ka teapot nyika aka handina zera nako ️👐. Phone ikuita kudziya muviri tanzwa nekukwira nekudzika 😆 😆 😆
17/12/2025

Ka teapot nyika aka handina zera nako ️👐. Phone ikuita kudziya muviri tanzwa nekukwira nekudzika 😆 😆 😆

Address

Port Elizabeth

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mai Keeg posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share