Vitso vitso

Vitso vitso Marketing, advertising and life style πŸ’ž
(3)

06/12/2025

I want to give a huge shout-out to my top Stars senders. Thank you for all the support!

Verah Vee Mutyah, Letwin Muchucha

handei kumba ma followers angu 😍😍
06/12/2025

handei kumba ma followers angu 😍😍

maswera sei haa rukwai mega pn yacho soo ungati musoro wavunganidziwa pamwe chete haayaa ndabvusa ini
05/12/2025

maswera sei haa rukwai mega pn yacho soo ungati musoro wavunganidziwa pamwe chete haayaa ndabvusa ini

ko matorara here vasati varara muchirikuitei rarai good night πŸ₯ΊπŸ₯ΊπŸ₯Ί
04/12/2025

ko matorara here vasati varara muchirikuitei rarai good night πŸ₯ΊπŸ₯ΊπŸ₯Ί

04/12/2025

saka makati gore rino hatiende kumba here,tonoriwanepi data rezuva nezuva k*t tipost tipedze ma challenge aya re R20 πŸ‘‚πŸ‘‚πŸ‘‚πŸ‘‚ 🀣🀣

chero henyu mukaisa ma morning isu mukanyora nechirungu Tongo cnt K*t morning kwacho 🀣🀣🀣🀣
04/12/2025

chero henyu mukaisa ma morning isu mukanyora nechirungu Tongo cnt K*t morning kwacho 🀣🀣🀣🀣

mamuka sei pano vandisina kushanyira nezuro huyai pano ndouya izz
04/12/2025

mamuka sei pano vandisina kushanyira nezuro huyai pano ndouya izz

🫣🫣🫣 pane vanhu here pafb 🧘🧘🧘
03/12/2025

🫣🫣🫣 pane vanhu here pafb 🧘🧘🧘

maswera sei everyone iri Ku Pushkar here cnt ini ndaneta ini ndipiivo ma ideas 🀣🀣🀣🀣🀣
01/12/2025

maswera sei everyone iri Ku Pushkar here cnt ini ndaneta ini ndipiivo ma ideas 🀣🀣🀣🀣🀣

ini zvema challenge this week zvaramba kupera izvee aaa see nyeredzi kana one zvayo 🫣🫣,ko matopedza here vakarongeka hav...
30/11/2025

ini zvema challenge this week zvaramba kupera izvee aaa see nyeredzi kana one zvayo 🫣🫣,ko matopedza here vakarongeka havo 🀣🀣🀣

30/11/2025

mamuka sei vanhu vepano huyai ndodzosa izz mukaona ndisinganyanyi kupost ndendir bz ndoisa message yekudzosa seyyyyy let's go

kurega k*tiudza K*ti todai here πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ maswera sei vanhu wee
29/11/2025

kurega k*tiudza K*ti todai here πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ maswera sei vanhu wee

Address

Pretoria East

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Vitso vitso posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share