ZIM Society buzz

ZIM Society buzz Journalism and media ,consultancy ,PR,Podcaster ,MC Hosts..
(8)

ZVAKAOMA DAI VAKATORA VOSE VARIKUITA ZVEMADRUGS VAMBOVHARIRWA
08/08/2026

ZVAKAOMA DAI VAKATORA VOSE VARIKUITA ZVEMADRUGS VAMBOVHARIRWA

Kindly help us to find vanhu ava .Anyone ane zvaanoziva can get in touch ,vavhara vanhu vakati wandei
17/07/2026

Kindly help us to find vanhu ava .Anyone ane zvaanoziva can get in touch ,vavhara vanhu vakati wandei

TINOTOFARA ISU NEKUTI KUNE VARIKUCHEMERA MIMBA IDZI
14/07/2026

TINOTOFARA ISU NEKUTI KUNE VARIKUCHEMERA MIMBA IDZI

Kettina imbomira kunyepera hama yaShumba just say ndizvo zvaurikufungira since usiri kuona mwana pasocial media .Buritsa hama yaShumba yacho hanty unoita zvema Edhiyo here iwe .Mwana uyu chero akaita nhumbu,she is far much better than Ketty.This kid is very intelligent than Ketty & friends πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚.Wakambonzwa English inobuda apa ,ko sense zvayo πŸ˜‚πŸ™Œ Mbuya miswai .Chero akaita pregnant Mai Shumba vanochengeta mwana nemuzukuru Wavo hanty ndokukura kwacho here .Mwana Chipo chinobva Kuna Mwari iwe nevanhu vakakuudza makamitiswa kangani nhai πŸ™Œ.Siyai mwana nelife yake .Uchatomera chikamuchacha pamuromo Pako .Thank her nekuti anokupa food patable .She is you big sis ,don't forget zvakataurwa naTatelicious kuti Ketty haupindi Pana Kamuchacha

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Shelton trending
13/07/2026

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚ Shelton trending

HASHA NDEDZEI VAMUTEMA .Hazvidaro zvirizvo zvirikuita kuti Mai trending vasabatewo Chavo mumamaoko here izvi ? Ndazoseka uchireverera baby mama kuti havadaro zvimwe ma friends avo .You still have that soft spot for mama Juju hanty πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚.Kungoroorwa nasingle father or kuroora single mother itigamuchira kudiwa half ,nekuti moto vanosheya neakavapa mwana .In fact trending atori nevakadzi 2 muhana make .As long pane mwana haa hauregi kutotrender especially kana usingade zviziikanwe ndopazvinobuditswa manje .Chabgetai mwana Mr.Mutema or kumutora

Umwe achangoti Mukanya ndiye dhiiii πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ™Œ
13/07/2026

Umwe achangoti Mukanya ndiye dhiiii πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ™Œ

ONE MAN STANDING 🀣🀣 .MAN OF PRINCIPLES MAMUONA HERE .In Zimbabwea I think hatifanire kutora nyaya dzose kuisa kumoyo ,or kuona vamwe vanhu sevane maprinciples izvo inhamo inenge ichikuita kunge unoda vanhu.Mukanya disappointed many people and vanhu vadzidza kuti Mari ine zvivi chero nemubible Judas akatotengesa Jesu Wani nekuda kwesirivheri nendarama πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ Ndirikunyara baba how can I unzim myself .Magamba Aya zvave zvigamba zvakutongwa nezvigananda ,Kutumwa nemwana mudiki kwauri kuti umuimbire kubackyard obva akubhadhara .Aiwaaa Wikinero arikutonga Zim whether tozvibvuma or kuzviramba but aiwaaa anoziva tsoro dzake chero madhara ose anoti yes ,Akangoisa Mari patable vose vanononanzva bhutsu yake Wikinero πŸ™ŒπŸ™ŒπŸ™Œ kwasara Gaffa hatichatemba maan of principles .Gaffa richazongoti ndezvebasa hakuna imwe nyaya like what Mukanya did ? Usatemba munhu Shamwari unosara neheartbreak sezvakangoitika Pana Chamisa πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

08/07/2026

MAYOR J.MAFUME SAID vanhu Imboitai zvemacombi mosiyana nekuenda kubasa nemaprivate cars to avoid congestion .Right ino imbori nyika yaanzi chaizvo I mean muridzi wayo ,tinodaro tirimu Land ya someone nekuti zvinoitika in this teapot country I surrender.Is that a possible solution for the country's infrastructure development ? .Unosvika pachikamu chekuzorora.I think vakufanira kunyorerwa some of his speech kana vasina mashoko ekuudza vanhu or else vanogona kungonyarara 🀷.

Princess Dee at it again.Akanyura murudo mukomana
08/07/2026

Princess Dee at it again.Akanyura murudo mukomana

DENZERO ACHITSIURWA NACITY FATHER MUSHURE MEKUNGE MELO AUDZA MAFANS KUTI HAANA KUFANANA NANAMAI VAVO VANOMITISWA .Chandinakidza panyaya iyi chero ana Mai vavo vakamitiswawo saka musaite hasha stereki nekuti mwana atuka her mother In law & her mother as well nekuti havanawo varume their are single parents 🀷.Mello arikutoreva kuti Mai vake as well namai vaDenzel vaiva vakapusa vakamitiswa .Rurimi runoda kudzorwa ,better kutaura munhu WATANGA wafunga kuti zvaurikutuka nazvo vanhu imiwo kwamunobva kwakamira sei.Ndaona Makhoti Dee atojoiner kutukawo vabereki vevamwe ,angagodiiko iye achiudzirwa zvekuita kana kufema chaiko I guess anotoudzirwa chete .Ana baba Harare vaudzwa zvekunzi zvigure hazvinamati ndosaka marriage yake yakaparara.Denzy kana achinamata stereki sei ane chirwere chemoyo ? Ukaona kangoma kakuririsa kavapedyo kubvaruka .Marriage Haina shasha ngavabvunze vabereki vavo.Ukawana marriage svinu tenda Mwari wosekera muchipfuva vane marriage dzirikushaker.

PAKUDA KUTOMBOSUNGA JOMBO TIENDE
07/07/2026

PAKUDA KUTOMBOSUNGA JOMBO TIENDE

Mvandara iyi ichatinetsa hayo .Ko yadii kumbonyarara yasiyana nesocial media
07/07/2026

Mvandara iyi ichatinetsa hayo .Ko yadii kumbonyarara yasiyana nesocial media

LORRAINE GUYO WENT TO PODACAST KUNONYEPA HAKE 🀷.I guess inhau yekuda kutongo trender mumastreets .She can't be a virgin at that age and with that body ,mara why πŸ˜”.Zvino Thomilo haana kukwana atiudza achiziva kuti tichafambisa gossip kwakudzura hake post .Vanhu vakatombogara vese ava saka msikana oramba Ari mhandara chete ? I guess akatoita humhandara hwekunama chaiko.Murikuda kutrender henyu ana Lolo but for the wrong reasons .Zvinonyadzisa izvi woti kunyepa Makore ,nekunyepa zvakare kuti URI Mhandara .Chingoti URI Mvandara zvipere.Unoroorwa sei iwe uchinyepa pajekerere kudai .

SNAKE FAMILY YAKAOMA SHUWA
06/07/2026

SNAKE FAMILY YAKAOMA SHUWA

MADAM BOSS OPENLY INSULTING MAI TT IN A WAY OF RESPONDING TO A FAN.Vanhu pavaiti snake family mother is behind those ghost Pamela tamirah and lulu Edwards we thought people are just hating her .Surely this is a snake .Saka zvose zvinoitwa Kuma ghost ayo hanga ndiwe hako ,vachitukirira Mura left right & center izvo ndiwe hako .Kana usiri zvichireva kuti utori nemufaro wakawedzerwa kana kuchitukwa Mai Tt .Musadaro shuwa yowe.Apa urikutaura Ani nechibhende kuti vanoganhira chirungu .Obvious it's Mai Tt hapana chekuviga apa nekuti ndivo vaisekwa nemaghost Ako achiti Bbl yakatadzikwa yakaitwa kuface.Saka pavanhu you act nice ,calm & collected but behind the scenes uchitoita faka moto hako.Asi Musadaro muri vanhu vakuru kuita ZVAKADAI.Chakurwadza kuti vanhu didn't support you pa issue yaMakhadzi instead they supported Mai Tt

Address

Pretoria

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when ZIM Society buzz posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Shortcuts

Share