Boss Mama Khe

Boss Mama Khe I'm a content creator also a Hustle Lady♥️💯My WhatsApp channel https://whatsapp.com/channel/0029Vb6TiZj4IBhLGiB9591T
(5)

Today, I saw myself on tv when I switched it off 🥹
30/07/2025

Today, I saw myself on tv when I switched it off 🥹

26/07/2025

Follow for Follow

25/07/2025

Let's follow each other
😍

21/07/2025

Hakuna akavimba nemurume akasanyadziswa😂😂

Kana ndimiwo arikutoti ndanga ndichiba🤔
13/07/2025

Kana ndimiwo arikutoti ndanga ndichiba🤔

12/07/2025

I've changed my page's name

09/07/2025

Kumusha kwedu kuneshop inogara isina mutengesi kubva tirivafana taitongoziva unosvika pakavhurwa asi musina munhu haitombokiiwe chero manheru chero kukanaya chero kukadii muridzi wayo anogona kutomuka akananga kutown osiya avhura oenda vechingwa vedelivery vaya vakauya vanongosiya chingwa chavataurirana nemuridzi votora mari muchibox chinenge chiripacounter mari inoenderana nechingwa chavo anoda kutengawo vakapinda unotora zvaunoda wokanda mari muchibox kana uchida change unongotorawo imomo hapana kana munhu anokuti unoitei aewa hanzi vese vakambozama kuba vaitora mari kana zvavada asi padoor haubudi unongowanikwa uripo nemuridzi divi rinotengesa nyama unocheka nyama yaunoda wotoisa pascale wosiya mari yacho muchibox vaya vanotengesawo mombe anongosvika osungirira pamuti opinda otora mari kana mari isingakwane anodzoka every day achitora imomo kusvika yakwana mamwe mashops ese anemaguard anotobirwa asi imomo hamujairiki panevana vasekuru vangu vaviri vakamboba masweets vakakwanisa kubudamo vakaba packet remasweets aya ainzi haana nguvo pamwe nepacket remabiscuits ndobva vabuda vaive magrade3 ipapo mapatya vakaenda nemasweets kurukova kusina vanhu pavakasvika ikoko vanoti vakavhura bepa remasweets ndokutanga kugovana vachiti iri rako iri rangu iri rako iri rangu vakasvika manheru varikurukova vachingoti iri rako iri rangu vakaoma nechando vachingobvunda vakawanikwa nevafudzi vemombe kuma8 manheru varipo vachingoti iri rako iri rangu patakadzodaidzwa nevafudzi vaya vakati vana havasikufambisa maziso vakangooma asi varikutaura takamhanyako tikavafukidza magumbeze takananga kumuridzi weshop nekuti takaona masweets azere pasi takangoziva kuti vaba muridzi akati arikuda mombe inotsika tiuye nayo tiiurayire pashop pake timupe aitengese ndomaporero akaita vana izvezvi vakura mudhara iyeye achemberawo asi shop yake nebhucha zvirikungoshanda ndopaave kugara pachimba chiriseri kwesho hatina kumboita mhuri yake kubva zvaingonzi mubvakure

Good morning everyone,,,😂😂😂😂😂😂
07/07/2025

Good morning everyone,,,😂😂😂😂😂😂

Self love # #❤️
04/07/2025

Self love # #❤️

Ndeipi Nyika yekuti chero ukanzi mahara hauende..ini hangu Malawi😄
04/07/2025

Ndeipi Nyika yekuti chero ukanzi mahara hauende..ini hangu Malawi😄

Address

Soshanguve

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Boss Mama Khe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share