20/11/2025
Chitupa vigai tete, ndiri murume akabvisa tsvakirai kuno yeUS50 dollars kwanatezvara gore rapera muna December. Tezvara vakandifonera vachiti vafunga kuendesa mwana wavo kuCollege. Ndakazotaurira mudzimai wangu kuti zvaitwa nababa vako uno zviona zvakanaka here. Akabva afonera baba vake. Tezvara vakazondiisira Zim dollar neEcocash inoederana neUS50 dollars. Vakatumira message yanzi'' Mari yako ndatumira yetsvakirai kuno yawakabvisa. Mudzimai wangu Akabva atuta take twese ndokudzokera kumba kwavo. Izvezvi mukadzi wangu atori kuCollege. Ndiitewo sei vadare
Kana ini ndaitorawo wangu