DR Sithole

DR Sithole I do not walk by side I walk by Faith. I don't have time to Nurse people's feelings. for more Quarries sent to [email protected]

ONSENCE (πŸšΆβ€β™‚οΈβ€βž‘οΈ) 22/04/2014
DIMAKATSO (πŸ’ƒ) 06/01/2018
TSHEGOFATSO(πŸšΆβ€β™‚οΈβ€βž‘οΈ) 08/04/2022

27/03/2025

*Kungoti tinenge tiripakumhanya but mamwe ma eye contact mu town umu unonyatsoona kuti munhu uyu ndiyo solumeti yangu chaiyoπŸ˜‚πŸ˜‚*

27/03/2025

Kana usina mari ukatamba pa family gathering kunonzi haana kukwana asi kana une mari zvinonzi akasununguka 🀣🀣

26/03/2025

Nhai veduwe mainzwawo hre nyaya yababa vakanetsana nemukadzi wavo nekuti aive asina kubika,ndokutora banga Mukadzi😭😭😭😭😭😭😭 akavarairwa ndokucheka muriwo ndokubika

25/03/2025

Ndinobatsira vanhu kudya mari dzavo maWeekends FOR FREE! 😎. Book me now NDINOWANDIRWA plus ndine nyaya dzinoLaster husiku hwese.

25/03/2025

πŸ‘­: "mwana wenyu akanaka"

🀱: *"maita basa veduwe inyaya yekuti baba vake ndi assistant teacher kuClinic😊"*

24/03/2025

Kare mukadzi akaroorwa akaita vana aipiwa mombe ,vemazuvano vanoda create rezambezi πŸ™ŠπŸ™Š

24/03/2025

πŸ™ŽπŸ½β€β™€οΈ: Taura navozve
πŸ‘¦πŸ½: iiii ndiri kunyara ini taura navo iweweπŸ™„
πŸ™ŽπŸ½β€β™€οΈ: Baba mukomana wangu arikukumbiravo fodyaπŸš¬πŸ˜”πŸ˜”πŸ™Œ

24/03/2025

Pamakaitenga makamboendawo nayo here kumasowe ikanoyereswa", Ndimakanika anodaro akundikanaa kugadzira mota yako.*

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ™Œ

23/03/2025

Yauya season yekusapedza SIPO😊😁😊😊ndini nani PAYE kkkkkkkk

🀣🀣🀣
16/03/2025

🀣🀣🀣

15/03/2025

Murume wako anokuitira zvose zvakanaka unonzwa my husband is romantic

_Brother yako ikaitirawo zvakanaka ku mukadzi wake zvonzi kwaaniii koo rakadyiswa asi vakadzi chete muri varoyi chaivoπŸ€”πŸ€”πŸ’­πŸ’­

14/03/2025

Cabbage is food
Mobicel is a phone
A shack is a home

Let's all appreciate what god already gave us!🀍
Good evening 🌞

14/03/2025

Life is not same for everyone, just look at me, I'm unlucky in everything.πŸ˜“πŸ’”

Takamirira nhau, Nyora number inemutupo wako tione vane dzinza rakakura, wangu uripo Moyo   Sithole
14/03/2025

Takamirira nhau, Nyora number inemutupo wako tione vane dzinza rakakura, wangu uripo Moyo
Sithole

Takakura nguva yemabhinya.  Ko kwako kwanga kurisei
13/03/2025

Takakura nguva yemabhinya. Ko kwako kwanga kurisei

13/03/2025

Zvepano bodo unoto supotwa nevanhu vausingazivi vanokuziva kungoona post yako akutojamba kunge vakomana veKung fu anyway let's go my followers β€οΈβ€οΈβ€οΈβ€οΈβ€οΈπŸ˜€πŸ˜€πŸ˜€πŸ˜€πŸ˜€πŸ˜€

Musiyano uripo pakati pegirlfriend nechikomba ndewekuti chikomba hachidi usiyane nemurume asi girlfriend  inotoda kuti m...
12/03/2025

Musiyano uripo pakati pegirlfriend nechikomba ndewekuti chikomba hachidi usiyane nemurume asi girlfriend inotoda kuti mukadzi wako afe πŸ˜‚πŸ˜‚

Address

Soshanguve
012.

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when DR Sithole posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to DR Sithole:

Share