Baba Rokadhiya

Baba Rokadhiya Let's talk content Monetisation and how to make money on Social media
(22)

15/01/2026

Zvikaranga zvose takagadzirisa

Mukutovhairira vanhu neCult πŸ₯ΊπŸ€”πŸ˜Ž
11/01/2026

Mukutovhairira vanhu neCult πŸ₯ΊπŸ€”πŸ˜Ž

11/01/2026

Vane Mari vanofawo futi πŸ€”πŸ₯Ί

11/01/2026

Unovhaira nei nhaiwe Kefasi na BhokiπŸ€”

Handidzure maPage evanhu vasina kunditadzira....Bruno had music copyright issues period....Imi mahure anohura nevana vad...
11/01/2026

Handidzure maPage evanhu vasina kunditadzira....Bruno had music copyright issues period....Imi mahure anohura nevana vadiki tidzikamirei 😎

He is my true inspiration....Anopa vanhu shungu...Hence the slogan CHAKATIPA SHUNGU KUDADIRWA ❀️❀️❀️
11/01/2026

He is my true inspiration....Anopa vanhu shungu...Hence the slogan CHAKATIPA SHUNGU KUDADIRWA ❀️❀️❀️

11/01/2026

Gore rino maguta munyika yababa πŸ™πŸ€Έ

2026 Namatira kuita Mari refu urambe mweya wekuvhairirwa nevanhu vanozviti vane Mari 😑
08/01/2026

2026 Namatira kuita Mari refu urambe mweya wekuvhairirwa nevanhu vanozviti vane Mari 😑

History has a tendency of repeating itself 😎
08/01/2026

History has a tendency of repeating itself 😎

KuJeri Kune vanhu hobho vakatongerwa mhosva dzavasina kupara....Ukagona kutaura chete unobuda asi wakapara mhosva 😭😭
08/01/2026

KuJeri Kune vanhu hobho vakatongerwa mhosva dzavasina kupara....Ukagona kutaura chete unobuda asi wakapara mhosva 😭😭

07/01/2026

Nhundugwa solution kuno ku Tokyo πŸ˜†πŸ˜†πŸ˜†πŸ˜†πŸ˜†

Address

B21 Villa Arnoldo, Kleinbos Avenue
Strand
7140

Telephone

+27672495233

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Baba Rokadhiya posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Baba Rokadhiya:

Share