Patrick Basang

Patrick Basang Content Creator
(22)

Winner get 50ranta airtime!!Akarara hr or akamuka🙄🙄🙄
17/07/2026

Winner get 50ranta airtime!!

Akarara hr or akamuka🙄🙄🙄

Ndaiva ndatofunga kufonerw veMortuary neveForensic😆😆😆kutozoona late kuti vanhu vari palunch nhaimi
16/07/2026

Ndaiva ndatofunga kufonerw veMortuary neveForensic😆😆😆kutozoona late kuti vanhu vari palunch nhaimi

Saka neniwo vakuda ndisiye Dhewe dhewe rangu iri😭😭😭zvorwadza mufunge
15/07/2026

Saka neniwo vakuda ndisiye Dhewe dhewe rangu iri😭😭😭zvorwadza mufunge

14/07/2026

Kuenda kunotsvaka 💸💸💸

Kana yasotwa sotwa ungazomboona hr kuti ndeyei 😂😂😂😂inenge yangova nyama
14/07/2026

Kana yasotwa sotwa ungazomboona hr kuti ndeyei 😂😂😂😂inenge yangova nyama

Ini bbe wangu anochena chaiko 😍😍😍uye anofitwa zvake
13/07/2026

Ini bbe wangu anochena chaiko 😍😍😍uye anofitwa zvake

Manetsero anoita team iri kah 🙌🙌🙌🙌zvinoita kunge ndezvemahara but zvinozongochinja ipapo ipapo
10/07/2026

Manetsero anoita team iri kah 🙌🙌🙌🙌zvinoita kunge ndezvemahara but zvinozongochinja ipapo ipapo

09/07/2026

Kubasa kwangu

Pane anozivawo zita renyoka iyi🙄🙄🙄uye dzinowanikwa kupi🙏
09/07/2026

Pane anozivawo zita renyoka iyi🙄🙄🙄uye dzinowanikwa kupi🙏

Obvius muroom yemukadzi umu🤣🤣🤣🤣🤣
08/07/2026

Obvius muroom yemukadzi umu🤣🤣🤣🤣🤣

Address

256B Raslouw Wierda Park
Wierda Park
112

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Patrick Basang posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Patrick Basang:

Shortcuts

Share