
15/04/2025
Imi mwari ndimi munoziva nguva uye ndimi munoziva zvazvichava, ndimi makaona zvakakonzera kudana mukomana uyu zvichitirwadza kudaro asi makangoita, chichengetaiwo vana ava muupenyu hwavo, tohuziva upenyu hunozoraramwa kana pasisina baba kana mukashaikwa imi. Hama neshamwari dzipeiwo rudo rwekuda, kuriritira nekudzorawo vana ava muupenyu.
A well disciplined and responsible musician we have lost.