CR.Munashe

CR.Munashe Creator
(1)

23/09/2025

Hanzi nyika iri kuguma nhasi 🤣🤣🤣 maprophets emutoriro aya
🙌🙌

Uyu mupfana ainyepera doro haa vakazomupa discipline 🤣🤣🤣
11/09/2025

Uyu mupfana ainyepera doro haa vakazomupa discipline 🤣🤣🤣

From today onwards call me Mr Blues💙💙💙Dynamos haidyiwe nevana ava
30/08/2025

From today onwards call me Mr Blues💙💙💙
Dynamos haidyiwe nevana ava

$75K WINNING BONUS: SCOTTLAND UP STAKES
Scottland FC have dangled a $75,000 winning bonus for its players if they beat relegation-threatened Dynamos at Rufaro today.

Then that's when all of us can agree kuti Pope is the world leader.  Here is the Zimbabwean president in Vatican City fo...
30/08/2025

Then that's when all of us can agree kuti Pope is the world leader. Here is the Zimbabwean president in Vatican City for a closed door meeting with the Pope

29/08/2025

Why George insisted of Joji

27/08/2025

Hakuna munhu anondibowa semunhu anoposta zvima pikicha akashama 🚮

Ndevapiko varikumbonzi vanhu ve Sasai zvinombofamba sei
27/08/2025

Ndevapiko varikumbonzi vanhu ve Sasai zvinombofamba sei

26/08/2025

ZRP Norton maswera sei😥

Imbomirai kutora Ngwere mapictures nema Itel  please
25/08/2025

Imbomirai kutora Ngwere mapictures nema Itel please

Unotadza nei kuona kubata kwaMwari pamwana uyu
24/08/2025

Unotadza nei kuona kubata kwaMwari pamwana uyu

1 kwanyaa pazvibodzwa🔥🔥 40 minutes
23/08/2025

1 kwanyaa pazvibodzwa🔥🔥
40 minutes

Address

Bulawayo

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when CR.Munashe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share