30/07/2026
10 INTERESTING THINGS ABOUT NYAMI NYAMI SOUNDS
1) Nyami Nyami Yakatangira kunana Chinhoyi/Mhangura iri Angoni Family
2) Yamunharaunda yeKariba /Karoi yakashandura Zita to Nyami Nyami Sounds.
3) Richard Mapfuwamhandu, akakurumbira nekutungamira Chikwata ichi akazvarirwa KuMaumbe , Hurungwe, asi akakurira ku Mt Darwin .
4) Chikwata Che Nyami Nyami Chakazouya Ku Hre ndokuita resident band Pa Sanganai Inn.
5) Chakameduka chiri Pa Sanganai Inn ndokubuda ka Band kainzi SagmaBoys.
6)The late Mapfuwamhandu kwakuenda ku Rose and Crown Hatfield nevaka Sara ku Nyami Nyami.
7) Nyami Nyami yakazomedzwa nemu Mugaranhewe Sounds, yaku Chitwon.
8)At one stage Mugarahwewe yaiva nema band matatu mkati mairi , kumedza three ma band anoti Nyami Nyami, Hurungwe Sounds, J Bhunga, plus minus 28 band members, vamwe vaimbi vaivako vakazozikanwa ndana Amon Mvula, Silas Chakanyuka, Innocent Mjintu, Mukototsi mkoma wa Lucky Mriki etc.
9) KuNyami Nyami kwaibvumidzwa ma band members kunyorawo dzimbo dzavo, ndosaka vana Moses Zhakata, Dumisani, Sam Mkwesha, nevamwe vakanyorawo ma songs avo.
10)Richard Mapfuwamhandu akazoshaya musi wa13 October 2001,ndinoti rest easy legend.
My favourite Songs from Nyami Nyami , Hupenyu and Kudza Vabereki
Mafunga kuti ndichati Fundo inokosha ka mairasa ππππ handifarire zivo or dzidzo yevauyi .
** Richard Mapfuwamhandu participated in the liberation struggle for a short stint⦠aiva kudivi ripi nhai?
Ndaneta
By Sekuru Mju