Hot Studios Media

Hot Studios Media Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Hot Studios Media, Media/News Company, Equity House room 303, Harare.

24/05/2026

My everyday preacher

23/05/2026

Hide Tete help me guys . Zvirikundiremera kuregerera murume wasisi vangu 😭😭I think I was 14 years older Sisi pavaidanana nemuchinda uyu. So rimwe day akauya pamba usiku kuzotaimira Sisi. Achibva akwira pamusoro pemarata ekaBoysky kaiva paDen.

Saka isu takanzwa kuti pane chasvika pano nekuda kwekambwa kakaramba kohukura kakatarisa pamusoro pemba.

Ndichibva ndatora drum ndokuisa paSide pemba.. kwakuisa 20litre backet pamusoro. Ndakabva ndakwira padrum then paBucket riya ndichida kudongorera kuti paneyi pamusoro pemarata vamwe vakabata drum neBucket.

Ndichingobudikira musoro kudai ndakuda kuti, "Pane munhu!". .mbama yandakarohwa ndakaita kunge ndarohwa nemagetsi. Apa pekubatirira pasina .. drum neBucket zvakadonha..ini ndikanonyondera pasi nediti. Vanga vakabata Drum vese kuti mwanda.

Iye akabva ajamba, mutsindo waakaburitsa neSpeed pakashaya akada kutevera vanhu vapindwa nekutya. Ndakamboti zii ndakadaro ndikatoona vadzimu vachiita musangano kuti toparadzanisa mweya nenyama here..inzwi raMai ndairinzwira kure vachindidana kuti ndimuke. Pandakazonzi dzokera kuvapenyu ndopandakatura befu...ndanga ndaenda

Muchinda iyeye akazoroora Sisi vangu asi ndine grudge naye. Zvichazopera here🥹🥹 follow Keila SweetHot Studios Media

23/05/2026
23/05/2026

Hide…Ndakabatwa red handed ndiine girlfriend naMadam. Ndikabva ndasvetuka ndokumbundikira mukadzi zvakasimba girlfriend ikatiza iri musvo , hembe yakaita dzekugukuchira.

Then pakaitika bongozozo ipapo. Tikagadzirisana nyaya ndokuita seyapera. Then the other day pakangoita kakukanzwisisana naMadam, apa paStove paiva nepoto yemaguru yaitokwata😔😔.

Vakabva vatora banga vakati, "unondijairira zvekuti nhasi ndoda kukutumbura!!". Takakikiritsana ndikatora banga, vachibva vatora Sando ndokundikuta musoro vachibva vanditekesha mumbabvu kamwechete.

Ndakarwisa Hama dzangu ndikatora Sando yacho vachiita sevagarwa neshavi .. vakangosvetuka vachinobura poto yemaguru aye ndokubva vaita yekupotsera yakananga kumeso. Hameno Hujekichani hwakabuda sei .. pakuivhika ndakatsva mhasuru nechest zvakaipa.. apa ndanga ndakapfeka shirt ndakaita takk-in😭😭 mamwe maPiece emaguru akapinda achinogara muchiuno😭.

Ndakabuda mumba ndichiridza mhere uku ndichisvetuka ndichizunza hembe.
Now takasiyana asi mazivanga andinawo atova ehupenyu.

Chava kundityisa hanzi mukadzi wangu iyeyu ava kuita zvehun'anga ...ave kutogara akapfeka mazichuma ... Handichadaro ndiri first target ipapa😭 Hot Studios Media

23/05/2026

💔💔💔💔💔Ndakaroorwa kechi2 ndaigara nemwana wangu ane 17 years musikana murume akandiroora akati aizochengeta mwana wangu uyu nekupedzesa kuchikoro akaroora akaita zvese and zvechokwadi mwana wangu aimuchengeta nyaya yandiudza pano baba ava vakarara nemwana wangu vakamupa mimba ikozvino yatova ne7 months paakaziva kuti ndizvo zvaakaita akabva atiza kuenda capetown isu togara jozi ini akanditi awana basa ikoko handina kuziva kuti mwana ashata takagara zvedu tichitowerirana mari aitumira zvake so nezuro ndipo ndakaona mwana wangu akarara akanganwa kusunga dumbu kuti ane mimba😭😭 ndabvunza mwana ndipo ataura kuti ndeya daddy kureva murume wangu weduwee ndoitawo sei pakadai murume ndamufonera akayi mwana wake anochengeta ari kwaari ikoko💔💔 haachadzoka kumba akutonditi uchengete mainini kureva mwana wangu hama handizive wekuudza apa ini nemurume tose tiri pamushonga kutoreva nemwana wangu atopindawo pazvinhu izvi ndotangira papi hama ndibatsirei ndisati ndatora matanho asiriwoHot Studios Media

23/05/2026

Hide admin Ini ndinoshanda stayin ndinobuda ka2 pamwedzi so last week ndakayenda kuoff pandakadzoka ndakawana madam vangu vacheka t shirt yangu vasina kundiudza or kukumbira mwana ndiye akatoita kundiudza ivo nanhasi vakanyarara havo mwana anoti vayida kuita project yekuchikoro so vakawana color yayidiwa pa hembe dzangu zvakanyanya kundibhowa ivo vanayo top ine color yakadaro wy vasina kucheka yavo vachicheka yangu hakusi kudherera hr uku apo hayichapfekeki to make maters worse ndiyo yayitova nani panedzimwe dzese ichiri itswa how best can I solve this ndovabvunza hr or ndonyarara basa rangu ndichiri kurida hama ndodii follow Hot Studios Media

23/05/2026

Hide me ndiri mudzimai akaroorwa ndine mwana vana vaviri nyaya yangu neChina Tuesday ndakaitawo washen yangu ndisati ndabuda kuenda kutown saka pawashen yangu ndakawacha nezvemukati nemabra angu matatu asi zvemukati ndakayanikira mumba ndikasiya mabraa angu 3 zvisinei weather yakabva yachinja ndiriku town na amai vepa next hatitaudzane not zvekuvengana asi hameno hatina kungo clicker saka ndanga ndisina nmbr dzavo kuti vandibvisre hembe paline asi to my surprise ndakawana vabvisa ndokutanga kutaura navo kusvika nhasi..chakandinetsa mabraa angu handina kumaona pahembe ndobva ndavabvunza vakati havana kumaona pavabvisa paLine zvikandinetsa ndikatotaurira murume wangu akati siyana nazvo so nhasi manheru ano vazouya nawo vakati vamawana kubva Tuesday? mubvunzo wangu ndewekuti hapana zvavangavevakaita nawo here murume wangu ambotaura kuti ndirege kumatambira or ndimapise handichaziva ndoitasei dare zvinoita here ndipeiwo pfungwa dzenyu follow Hot Studios Media

23/05/2026

Hide kune varume or vakadzi varipa barika mukuzvigonawo sei? Zvinojairika here Hama. Ini ndakaroorwa nemurume ane mukadzi kutobvisirwa chaiko. Asi murume akuda kuti ndizivane namaiguru. Hama dzemurume dzakaziva kare uye ini nemwana totoshanya kuhama. Nyaya iripakuti ndizivane namaiguru apaa. Ivo vacha zvigamuchira sei? Ini hongu handina dambudziko navo ndova respecta. Chinangwa chemurume kuti tionane nagulez ndechei since zvinhu zviribho zvazviri.Hot Studios Media

22/05/2026

Hide Admin im a lady aged 40 ndine vana vangu 3 one is 17 then mukomana is 21 What happened is ndakasvika ndichibva kubasa the last born ane 9 ndiye akabva auya ku bedroom kwangu akati mama ndaona mukoma na sisi vachiita zvinyadzi vasinakupfeka hembe vakandiidzinga panze.Weduwe ndiri ini pain ndoita sei ini ndakataura nevana kuti why are they doing this zvikanzi todanana and am afraid they were not using protection the little sister might be pregnant .TinllVedare please help me out im a single mum ndino nyarira pai nhai weduwe kana ndimiwo . The bond ravari naro ini ndaitoti kuita kwema siblings ndisingazive vana varikudanana and they have been having s*x for quite a while. Help me please ndodii nhai ndanetsekana ini follow Hot Studios Media

22/05/2026

Hide, 💔💔💔 hubby achibuda ini ndichibudavo na 4 ndodzokera kumba 💔😭 ndaswera ndichisv*risa murume osvika kuma 6 ndatopedza kubika so akazondi suspecter ndoku haker 4n yangu ndichisenderana ma n*du hedu tiri pakufara murume achingoverenga hake zii so mangwana akabuda ini ndichibudavo ndokudzoka ndokuzoswera pa gate repamba pe boyfriend yangu kuda akanditeverera kusvika ndisvike ndobuda kuma 4 wanei munhu aripo pa gate . ndakangobuda ne gate andina wandakataure naye na nhasi andisati ndadzokera kumba iye haasati ambonditsvaga mubvunzo wangu kumba kunodzokereka hr uku anondisiya murume ndogona kunourawa💔💔Hot Studios Media

22/05/2026

Hide m.. kana tazogara ukabatwa chihure nemurume Gara wasiya Part 1 zvakaitika rimwe gore murume wangu ayiita zvekorokoza so ini ndayidanana nevamwe business man tayionana kana murume asipo ayiuya kumba orara achindishandura hake hamheno kuti ndiyani akaudza murume kuti munda wapera nembwa murume akanditi I'm going kukorokoza will come back after 3 days ndoda kumbotswaga mari yembwu sezvo mvura yakuda kunaya ini ndika chance given 3 days dzese idzo ndichange ndichishandurwa zvese nekutundiswa💦 vachikomba ndovaudza vouya timbonakirana, murume akayenda hake chikomba chikauya first night takakwirana ndikatunda zvisingaiti baba vayinaka ivavo second day vakadzoka zve takati tavapakati pemutambo ndikanzwa mai Lisa vhura door ndoda kupinda imiwe chikomba chakayidzura ichitorara ipapo ipapo nekuda kwekutya murume akaramba achinoka chikomba chichipfeka kusvika ayita kusayidzira door chikomba chakasvetuka chichinodhuma murume pamukova chichiti rutsoka ndibatsire zvakadzingirirana asi murume akatadza kumubata iniwo ndakasara ndichinhonga mwana ndichitiza ndakananga kumusha kwangu ndakanoita 2 days murume asina kutevera then zuva re3 abva auya imi hamuna chamakana ndayirongerwa hora😭😭😭😭 ndiri kudzoka phone yakata
Follow Hot Studios Media

Address

Equity House Room 303
Harare
00263

Opening Hours

Monday 08:00 - 15:30
Tuesday 08:00 - 15:30
Wednesday 08:00 - 15:30
Thursday 08:00 - 15:30
Friday 08:00 - 15:30

Telephone

+263718560734

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Hot Studios Media posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Hot Studios Media:

Share