Tedious gore

Tedious gore Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Tedious gore, Media, Harare.

23/01/2022
10/06/2021
30/05/2021

*MAPISAREMA 129 V1-8*

KUNE KUMWE KUITA KUNOITA SATANI HAMA DZANGU ASI MUSANETA MWARI ARIKUZVIZIVA .

Dzimwe nguva unozviona seusikabatsiri muupenyu nekuda kwechimiro chaurikuraramira.

Pamwe unoona usina tarisiro .
Uchiona zvinhu muupenyu zvakamira.

Pamwe vakakurirwa nekufunga zveupenyu .

Umwe vanano yako irikundengendeka urikuona zvisina chimiro neramangwa.

Pamwe hama dzakurasa

Mudiwa vako haasisina rudo neve.

Kana kuti kufirwa.

Zvabva zvakutora kwakukusiya usisina simba .

Pamwe ukufunga kuzviuraya .

Hona ndinzwevo.hazvina basa kuti makore mangani vakamanikidzwa nasatani paupenyu .ndiri kt Mwari arikukuona uye paurikuchema arikuzviona usatya nekuti nyaya yako , nechekare kumatenga iri mudare naJesu pamwe nengirozi. Usaneta ramba uchidaidza ave kutotuma Gabhueri na mikairi muchinda vehondo. _verenga_ *dhanieri 10 v12 to13*

Usatambudzika Mwari mupenyu aneve ......

Muve nenguva yakaropafadzwa neNgoni dzashe

page *tedious Gore*

Faith .Tedious Gore ne muzaya vangu
16/05/2021

Faith .Tedious Gore ne muzaya vangu

*Kudanana*Kudanana na Jeso muupenyu vako zvakanakisa. Tora upenyu vako uuise kuna Jeso .Fara nezvaunazvo ndozvako utende...
24/12/2019

*Kudanana*

Kudanana na Jeso muupenyu vako zvakanakisa. Tora upenyu vako uuise kuna Jeso .

Fara nezvaunazvo ndozvako utende Mwari nazvo .tenda Mwari akakupa murume akakupa mukdzi akanaka anokupa mufaro nguva dzose .runako rwemukadzi haruzi pachiso asi moyo vake .munyoro akanyarara ane rukudzo nemurume vake. ane unyoro anofadza Mwari achifadza murume vakevo neimba yake inokura murudo .so tenda Mwari.nevanano yako akaisunga

Usatarisira makuzimari .ko Mwari ane urongwa ivoyo ere neupenyu vako .usada mazimari .

Afamba nebus ne afamba nendege .asi tose ku cuptown tinongosvika vani .
Adya cake neadya chingwa mubhakwa kuguta kuguta chete .

Ane imba neroja .
Vose vakafanana kwavarikwenda muguva umo .vavigwa ne nyaradzo neavigwa nechurch .asi iwe mazimari ako asara achidyiva nevasara .vachiiita pada neupombwe nemukadzi vako .
Ndiri kuda kuudzora pakushuvira kwako zvirikure neve zvisina basa neve .zvinokupa basa kuti usvikeko uchito pinda pamusungo vechivi .👉

Inzwa apa ......

Vanoisa upenyu vavo muna krist vachauona mangwana anouya ....

Ngativei vano zviiisa muna Mwari ave zvedu zvose amen

Muve nekufarira xmass mune runyararo .musachaira makadhakwa .musafarisise .musamhanhisa mota pamugwagwa ndapota hangu mune vana mumota umo ....
Tsaona ngadzive kure nemi .amen

Tedious lion and Wilson .
23/11/2019

Tedious lion and Wilson .

Tedious gore 20 October 2019.
21/10/2019

Tedious gore 20 October 2019.

Address

Harare

Telephone

+263786992847

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tedious gore posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category