
05/09/2024
MWANA ASINGAROHWE HAADIWE...
p.s.chiweshe..
Unonzwa mubereki achity ndozvaari haatere re uyu ,mwana anosiwa achiita mutambara kede kamwana kadiki kanoita zvekuzotsvagwa kuti kwadoka chiuya kumba mukuremadza mwana plizzz, mwana haachatye rima anotamba kusvika kuma 8:00 pm kari panze at the end unozoona akura akumira mu touchline husiku yave pfambi zvakatangira kachiri kadiki .
Proverbs 23 ..
13 Usarega kuranga mwana; Nokuti kunyange ukamurova neshamhu, haangafi.
14 Umurove neshamhu, Ugorwira mweya wake paSheori.