27/04/2022
Community Influence........Tikuda kuti tionesane sevabereki kuti influence yeCommunity ine impact yakaita sei pamafungiro, maitiro nemaonero emwana mukukura kwake. Mwana anodzidza kazhinji kubva mukuona kupfuura kunzwa chete mashoko aunomuudza pamusoro pezvitiko zvehupenyu, Tikatarisa maitiro nehunhu hwemwana akakurira kumusha newe kuHarare zvakasiyana, chinoita kuti vasiyane pazvito ivo vari vezera rimwe chete inyaya yenharaunda yavakakurira ndiyo inovasiyanisa pamaitiro nemaonero. Mwana akakurira panzvimbo inoitwa zvechihure kana nzvimbo yakawanda chitsotsi nehumbavha zviri nyore kuti apinda muzvinhu izvi zvisinei kuti ukumutsiura uchimudza kuti zvakaipa nekuda kwekuti huipi hwezvinhu izvi anotadza kuhunzwisisa kuti huri papi nekuti 3/4 yevanhu vakamukomberedza vanenge vachizvita uye vachiratidza kufara nekufadzwa nazvo, so zvinomunetsa kunzwisisisa kuti kana chinhu ichi chakaipa papi, sei chirikuitwa nekusimbiswa nevanhu vese kunze kwamhomzi namudhara, hazokwanise kuziva kuti chikuita kuti vanhu vaite chinhu chaukumuti chakaipa kusaziva nekuti anoziva moto habate nekuti anoziva marwadziro anoita kutsva nepain yechironda chemoto by some of the things zvinenge zvisina maImmediate effects panguva iyoyo but anozouya as time goes on, Tinofarira kuziva futi nguva zhinji yemwana anenge asina vabereki but ane ari muconmunity, so influence yeCommunity yakawanda kupfuura influence yako semubereki kureva kuti hakusisina chimwe chinhu chichabva kwauri chinokwanisa kumudzora...........Munoti kudii neInfluence yeCommunity Pahunhu hwemwana?????