Mangue

Mangue ✔️

Vakadzi vakangooma😂👐🏾
03/05/2025

Vakadzi vakangooma😂👐🏾

03/05/2025

Hide 🆔

Ndakazoti ndiri kumusha KwaaTezvara vangu ndakagara zvangu paBhenji mukicheni naTsano, mukadzi waTsano achibika uku kuchinaya soo😔. Kwakapenya zvakaipa pachibva parira rimwe bhanan'ana raizunungutsa Pasi.

Handizivi ndakatomuka sei kubva paBhenji ... Ndichinombundikira mukadzi waTsano tichibva tanoti ngondo ngondo kuseri kwedoor. Ndava pakati pemakumbo emukadzi waTsano akaita kundipina muchiuno nemakumbo uku akandibatirira.

Ivo Tsano vakaurukawo vachinogara paChibani (rambi) richideuka paraffin vachibva vabatira Moto apa vaiva vakapfeka hovhorosi. Ivo vaakuridza mhere vachifunga vatungidzwa nemheni.

Tezvarawo vaingoridza mhere vanga vanyika maoko mupoto yesadza yaiva pamoto ndovainyanya kugoromora vainzwika vachingoti, "Baba vangu Moyo kani, nhai mhai vangu Shumba..yowee kani!"...

Mukadzi wangu achirwisana nekudzimura Tsano Moto apa vachibhabhauka zvemazuru zuru chaizvo😔😔

Ini ndichiti pepenu wanike Eeeh ndoipi stanza yandakarova nemukadzi waTsano aah guys ..takangoregedzana hapana akataura chinhu😔😔

Ndapota musagara MuKitchen kana mashanya kwanaTezvara😔

27/04/2025

Happy Sunday 😊

25/01/2025

❤️🍓💚

Muchakuvadzisa maiNyathi mmm🤔munhu akachata
11/01/2025

Muchakuvadzisa maiNyathi mmm🤔munhu akachata

1 or 2
11/01/2025

1 or 2

Uyuwo uyu😄😄😂😂
11/01/2025

Uyuwo uyu😄😄😂😂

😄😄😄😄😄
11/01/2025

😄😄😄😄😄

Ukafambisa hazvimboonekaa 😂😂😂
11/01/2025

Ukafambisa hazvimboonekaa 😂😂😂

January
11/01/2025

January

Mangue
07/01/2025

Mangue

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mangue posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share