16/11/2023
AMOSAY-CONTRACTORS-ZIM ikambani inovaka nechikwereti kune maMembers edu.
°Kuti uve member panodiwa zvinosanganisira
°chekutanga unobhadhara yatinoti membership fee.
°Panosainwa mapepa ewirirano (agreement forms) zvakare mouya nechitupa, tsamba inoratidza kuhora pabasa (current payslip), netsamba yeku bhanga yemwedzi mitatu yakatevedzana (bank statement for the past 3 months)
zvakare panova nemapoka akasiyana siyana anosanganisira gold plan, diamond plan, silver plan, platinum plan pamwe nediamond plan.
Tinopa mikana kuvanhu vose kusanganisira vashandi veHurumende, vakazvimiririra, vemakambani akasiyana siyana.
Chinofadza ndechekuti unobhadhara kanzatu kanzatu vatovakirwa kare watove kumba mako.
Kutaurirwa hunyimwa mbare dzekumusana kuti muwane zvizere chayai nhare kana kuti tumira tsamba pa
https://wa.me/263719431290
Vakirwawo ugare muimba yaunoda yakanaka ngazvisagumire mukurota ngazviitike nhasi ne AMOSAY-CONTRACTORS-ZIM
Diaspora Returns Zim Silas Mukoto Munyaradzi Blessing Kefas All Zimbabweans in All Zimbabweans in UK, Zimbabwe Construction IndustryAll Zimbabweans in UK, Zimbabwe Construction Industry Zimbabwe Construction Industry Gift Gift