09/09/2025
*_MaFeelings_*
Madzimai ndaona hangu kuti family planning yauraya mafeelings evakawanda
vamwe hazvitogone tirege kuishandisa
so semadzimai ngatishandise ma home remedy anodzosera mafeelings panzvimbo
ngatiedze kushandisa izvi:
1. Cinnamon 1tablespoon n half cup mukaka
dziisa mukaka woisa cinnamon then wonwa inwa once a week manheru but kana zviri srs inwa hako ka2 or 3 per week
2. tora green pepper greta wogreta fut ginger nyika mumvura wonwa this one iri fast zvekuti
3. kangai mhodzi dzemanhanga moisa salt modya manheru
4. greta mhodzi yeAvocado wonanika dzooma then wokanga wokuya wopota uchiisa mutea but musaise sugar imwai manheru
5. chibage chechirungu chiya torai zvemukati moisa mucup isai 1 teaspoon of honey
mix wodya
5. greta garlic n ginger isa mumvura overnight wonwa every morning
6. black chocolate idyai 30 mins before s*x
7. water melon idyai everyday izvi zvinotibatsira madzimai kana musikugutsikana u can google nhaika