Proud Choreography

Proud Choreography Official page for Proud Choreography an award winning dancer and Zim finest wedding choreographer 🕺
(8)

Charova sei chando kana kuti manhanga matete 😂
28/07/2025

Charova sei chando kana kuti manhanga matete 😂

28/07/2025

you cant take the GHETTO out of me 🔥👊🏾

Se birthday kudai Coca-Cola thank you… tonight is tonight 😂
27/07/2025

Se birthday kudai
Coca-Cola thank you… tonight is tonight 😂

27/07/2025

Vanhu varikudanana babamunini … Congratulations Baba na Mai Mufundisi

Zvamburwa neNyasha mhani iwe Ruva Wa Proud
27/07/2025

Zvamburwa neNyasha mhani iwe Ruva Wa Proud

27/07/2025

Haters will say its Ai 😂 thank you MC veNyika…. T for Titende

27/07/2025

Apart from a good husband, I’m a good singer hanty ka birthday girl ❤️🥺

Chekutanga ndinotenda Mwari akaita kuti ndizive mwana akanaka kudai .Chechipiri ndotenda amai vakabereka iwewe mudiwa wa...
27/07/2025

Chekutanga ndinotenda Mwari akaita kuti ndizive mwana akanaka kudai .Chechipiri ndotenda amai vakabereka iwewe mudiwa wangu . Andifunge pane chimwe chinhu kunze kwa Mwari chandingada kunze kwako Ruvarashe Mukadzi waProud .. wakaita kuti ndiremekedzwe nevaindidadira . Wakamira neni uye uchiri kumira neni pazvinhu zvose zveupenyu .. Ndinoti Mwari Mbune vawedzere makore mazhinji panyika okurarama neni pazvinhu zvose rudo ..Ndinokuda uye ndicharamba ndichikuda mudiwa wangu ❤️

Nekuti ahisi nyore kudanana na Proud 🙏😭… Ndinokuvimbisa Rudo rusingagume mai Gheto yut ❤️

Happy birthday MUKADZI WANGU ❤️ Ruva Wa Proud Ruvarashe Bare Muguhu

26/07/2025

Iwewe ahuna munhu izvezvi but tag that friend of yours with a wedding coming soon 🔥🙏

Address

Shiel Gardens
Harare
ML75JR

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Proud Choreography posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Proud Choreography:

Share