Shannon Talisha

Shannon Talisha Staying in my lane. ✨️
(3)

12/06/2024

Big shout out to my newest top fans! Coolgirlpee Mk, Paidamoyo Magapa

10/06/2024

Thanks for being a top engager and making it on to my weekly engagement list! Rejoice Dangah, Previllage Hlaiso, Emmanuel Ruto KE, Singatini Makwambeni, Godfrey Muzenda Chikwenhere Dube, Paidamoyo Magapa

08/06/2024

Izvezvi umwe ari busy kunyengerera mukomana asina Mari, akashata, asingachene huh come on ladies

💀

06/06/2024

Nhaimi panyaya yaChenai why vanhu kublamer Mai Sasha??? Mazimba hamunzwe kana muchinzi siyai varume vevanhu munoti hakuna munhu wemunhu Hezvooka munofira halas

06/06/2024

Pane wandisati Ndamboshanyira here ndimbosvika kwake

Huyai kwangu ndouya kwako

06/06/2024

Danana nemurume waunoda zvekuti ndewani siyana nazvo vanakomana vaMwari

Uyu haana noise ndomufarira hanguVery humbleSviden Family
05/06/2024

Uyu haana noise ndomufarira hangu
Very humble

Sviden Family

Ava vanenge p***o hpna anobuda pachena kuti anovada but deep down munovada henyu
05/06/2024

Ava vanenge p***o hpna anobuda pachena kuti anovada but deep down munovada henyu

Never give upZvinoita chete
05/06/2024

Never give up

Zvinoita chete

Back to back
05/06/2024

Back to back

05/06/2024

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Dreadlocks with Wizo, Jeremy Dokuu, Ruramai Mawire, Paidamoyo Magapa, Widzy Mustafa Musteria, Letty Murefu, Lali Adolphe, Previllage Hlaiso, Malik Abid, Tendai Kimmy Matandu, Vanessa Makusha, John Nyathi page, Isiimokhe, Tete Masibanda, Blinds Hub

04/06/2024

Unosvika pachikamu chekuzorora

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Shannon Talisha posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share