Chengaose zw

Chengaose zw 🇿🇼🇿🇦🇩🇯
💥Everyday life content
⛪️research and advice

31/05/2026

cook

foods

Mwos afa nemari zvake bhora rakatenderera kuita round saka inonzi chero zvazvaita
30/05/2026

Mwos afa nemari zvake bhora rakatenderera kuita round saka inonzi chero zvazvaita

29/05/2026

Prophet Angel vanoti
PSG neArsenal zvichaita
3-2

Maswerasei pano ndaenda kumba kwehanzvadzi yangu maskati ndisina kutaura zvino ndawana muroora achibhema mbanje.Ndasvika...
27/05/2026

Maswerasei pano ndaenda kumba kwehanzvadzi yangu maskati ndisina kutaura zvino ndawana muroora achibhema mbanje.Ndasvika ndikaknocker door so angovhura kwakuwana mumba makati dhuma nechiutsi.Ndabva ndafonera hanzvadzi yangu akati ehe tinotobhema tese.Chikundibata inyaya yekuti ndakamuwedzera mari yekunoroora.Mukadzi uyu takamubvisira ndodii nhai hama dzangu ndabatikana ini nemari yangu.

Ana mai vedu vaigona kukurova zvekuti waigona kufunga kuti havasi mai vako chaivo chaivo. Haaa takarerwa nema comrades n...
27/05/2026

Ana mai vedu vaigona kukurova zvekuti waigona kufunga kuti havasi mai vako chaivo chaivo. Haaa takarerwa nema comrades ndati 🙌🏿😭
Imi wamazuano mukunyanya kusekererwa manhingi

Ndiyo mota yandafunga kutenga but semufundisi ndaona ichinetsa kuzoudza vana vesangano zita iro k*k
27/05/2026

Ndiyo mota yandafunga kutenga but semufundisi ndaona ichinetsa kuzoudza vana vesangano zita iro k*k

Kubva pakangonzi nemunhu waMwari makatenga Mba***Haana kuzombonyanya kupisa hanzi nevamwe ave kutamba bhora remaruva rin...
27/05/2026

Kubva pakangonzi nemunhu waMwari makatenga Mba***
Haana kuzombonyanya kupisa hanzi nevamwe ave kutamba bhora remaruva rine kakuzvida so.

Mirai zvekuti tsano vakati vanogona kuvaka but anyway ndeupi bhiridha anofanirwa kupiwa mari yake yese?bhiridha 1 here k...
26/05/2026

Mirai zvekuti tsano vakati vanogona kuvaka but anyway ndeupi bhiridha anofanirwa kupiwa mari yake yese?
bhiridha 1 here kana kuti 2

Pavaimbi, nevanoita zvema comedy ndiyani angave ari muridzi wetsoka iyi?
26/05/2026

Pavaimbi, nevanoita zvema comedy ndiyani angave ari muridzi wetsoka iyi?

26/05/2026

Tiri vana veZim tese ingawani

Address

Harare

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Chengaose zw posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share