ZIM Society buzz

ZIM Society buzz Journalism and media ,consultancy ,PR,Podcaster ,MC Hosts..
(8)

06/11/2025

Siyai mapa vana venyu chikafu kudzimba uko.Honai zvakutevera kumabasa.I wonder why vanhu vachivengana kumabasa uku ,panenge paita mvura ne oiri.Panoshandika sei vamwe vachidai su

.Munhu anobvuma kutsiurwa or anoziva kufambirana nenguva anongodika hake .Anoterera mafans ake .Vakati hembe iyi haiiti ...
06/11/2025

.Munhu anobvuma kutsiurwa or anoziva kufambirana nenguva anongodika hake .Anoterera mafans ake .Vakati hembe iyi haiiti vanobva vagadzirisa havo.Look baby boss vapane imwe stage of life
#

uyu ngaangoendeswa kunogara vamwe vake vakaita saiye guys.Kana Holy akaendeswa ko kuzoti uyu .
06/11/2025

uyu ngaangoendeswa kunogara vamwe vake vakaita saiye guys.Kana Holy akaendeswa ko kuzoti uyu .

06/11/2025

Take sure ZAMAR Ncube you are a role model to some youngins .Check this one ,Anga atopinda mumweya

eeeh mati todii nayo makeup
05/11/2025

eeeh mati todii nayo makeup

05/11/2025
05/11/2025

Shout out to my newest followers! Excited to have you onboard! Sam Culture Chivhenge, Ag Myno Matika, Masivanda Kuvarega Muwo, Mamoe Mamoyo, Chipo Zviyo, Sekai Julius Mukena, Wellington Mala, Brito Baty, Hilder Hills Hilder, Lydia Donna, Langton Nerwande, Mirirai Shumba Maronga, Abi Naamwene Vake, Rue Jaji, Lorraine Mutanga, Sibonile Mbazo, Eveline Mabika, Wendie Gumbo, Nicholas Mizyarova, Praymore Ndlovu, Mjomane Joe Mafuwe, Vimbai Bee, Clement Gororo, Catherine Chimowa, Esther Mataramvura, Sandra Ginya, Forgie Chakanyuka, Esnat Marandu, Chilombo Hilda, Tamia Makiwa, Dianna Sibanda, Odellah Percy Rakudu, Arnold Notty Nyandoro, Brilliant Matekenya Tavesure, Yvette Mutema, Tatenda Scotty, Tsitsi Madungwe, Margret Maganga, Concillia Kalumba, Benhilder Sithole, Nyasha Sadindi, Mhamha Patie, Albert Muchicho, Linda Kwaramba, Tawanda Machanga, Mamoyo Chirandu, ZimNaija Fam, BraRich Mdau, Charity Fungai Mangwiro, Tendaig Togarepi

04/11/2025

nhaimi ndati ndibvunzewo asi show iyi inoendwa nevanhu vasina kunyatsoti here .Mashows ose mazhinji andaona it seems ndoimwe qualification yavanotarisa

Saka vanhu toziva zvipi,vamwe vakutora advantage vakutoita zvighost zvaBybit ayewaa social media monetisation .
04/11/2025

Saka vanhu toziva zvipi,vamwe vakutora advantage vakutoita zvighost zvaBybit ayewaa social media monetisation .

Saka toti munamato wamai TT une moto nhaika.Zuro vaitoti Mai Magaya ngavarangarirwe ,nhasi uno vapiwa bail.
04/11/2025

Saka toti munamato wamai TT une moto nhaika.Zuro vaitoti Mai Magaya ngavarangarirwe ,nhasi uno vapiwa bail.

Mai Magaya varipanguva yakaoma ,asi kuti unenge wakatopikira kuva mumashura akadai ,uyezve iyo nhau yekuva submissive iy...
04/11/2025

Mai Magaya varipanguva yakaoma ,asi kuti unenge wakatopikira kuva mumashura akadai ,uyezve iyo nhau yekuva submissive iyi ichauraya vamwe.Ipapo varikutoziva chokwadi asi hazvitaurike

Address

Chitungwiza
Harare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when ZIM Society buzz posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share