Eazy T Music

Eazy T Music Tsuro mag’ena

11/02/2025
πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£Kumirira nguva chinhu chakakosha guys muhupenyu, ukuita zvinhu isiri the right time zvo bender and hazvib...
13/11/2024

πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£πŸ“£Kumirira nguva chinhu chakakosha guys muhupenyu, ukuita zvinhu isiri the right time zvo bender and hazvibude… E.P coming soon we are just perfecting it it’s now loading at 85%


’ena


Mama Thunder MagatePahwelicious WachoNutty ProffesaFire N Mr Boss Music

02/11/2024

Guyz musuwa 12 November 2024 ndinpo pari kubuda EP rangu rinonzi mirira nguva πŸ’₯πŸ”₯πŸ”₯ Saka pane mhere yangu ndepekuti mundibatsirewo kupusha kuti mangoma angu asvike kuvanhu coz ndiri ndega handingazvigone asi tikabatsirana kupusha tiri pamwe chete hazvimbonetsa

18/10/2024

hie everyone
Ndiri kumbirawo help yenyu ma Zimbabwean miraiwo neni kuti music yangu isvike kuvanhu pasina imi apana imi

Mirira nguva πŸ’₯πŸ”₯

18/10/2024

Eazy t tsuro magen'a
Mirira nguva EP coming soon πŸ’₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ’₯πŸ”₯πŸ’₯

Mukoma Chillmaster Music munondi inspire a lot your music is 100% good, Pa Ep rangu rikubuda 12 November pakuda ka touch...
10/10/2024

Mukoma Chillmaster Music munondi inspire a lot your music is 100% good, Pa Ep rangu rikubuda 12 November pakuda ka touch kenyu zvinakidze πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

Eazy T Music

Pahwelicious Media T.VHavok LiveNashtvzimbabweZimCelebs Official

Address

Dzivarasekwa Harare
Harare
NOPOSTCODES

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Eazy T Music posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category