Goodcode: All-in-one

Goodcode: All-in-one Cheers to glowing ๐Ÿฅ‚
Uncompromised luxury style โœจ
Unshakable security systems ๐Ÿ”“
All on a budget ๐Ÿ›๏ธ๐Ÿ’ธ

Gaffa i gaffa Boyz.... My favorite line from Mbare "hamusi mapofu, maona mbudzi yadzoswa buditsai Mike..."
26/01/2025

Gaffa i gaffa Boyz....
My favorite line from Mbare "hamusi mapofu, maona mbudzi yadzoswa buditsai Mike..."

inini ndakambodedzerwa munhu wese akauya kuhouse party paden vabereki vaenda kuchristmas kumusha ndiri palong holiday ye...
23/01/2025

inini ndakambodedzerwa munhu wese akauya kuhouse party paden vabereki vaenda kuchristmas kumusha ndiri palong holiday yeform 4. mamoms emuraini aitova neregister remunhu wese akauya , doro rese rakamwiwa ipapo, haaa ndakarohwa plus 5 days inini nemacousins angu tichienda kunoshanda kwamufundisi ๐Ÿ˜‚๐Ÿ™Œ. iwewe wakaitirwei nemacamera emuraini aya.....

16/01/2025

*HIGH SCHOOL SWEETHEART (HSS)๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ* *-I MISS HIM-3*

my HSS was very handsome, he took my virginity but ipapo hapana chaizikanwa ndainge ndakatotsva zvekudaro and after high school i only heard kuti vakatama vakaenda kumabvuku. never heard of him or kuzomuona futi, i still want a second round with them, i wish ndangosangana naye ka1 zvako. im now married and really love my husband but HSS uyu ndichiri kumutsvaga ende ndrikutoda.

Please like, comment and follow. More shared stories coming๐Ÿฅ‚โœŒ

16/01/2025

*HIGH SCHOOL SWEETHEART (HSS)๐Ÿฅฐ๐Ÿฅฐ* *-HAPPY AND STILL GOING-2*

haaa ini yangu ndodada nayo, because now she is married and inini im married but tichirikuonana ande bota tichirkudya pese patinoonana. ndini ndakamubvisa humhandara so anoti anoramba achida kundinzwa, segentlemen handirambe ka munhu wangu bho zvekuti. Yangu high school sweetheart is very sweet

Please like, comment and follow. More shared stories coming๐Ÿฅ‚โœŒ

16/01/2025

*HIGH SCHOOL SWEETHEART #1* *----HAPPY AND CURIOUS*

Ndeip, saw your post but i cannot comment ipapo ndingaswere imba yaparara, post for me anonymously๐Ÿ˜†

Chokwadi chaicho my high school sweetheart is the sweetest. takadanana since form 1 iye ari form 3. Akazotanga kudya bota ndave form 5. Akazondiroora 3 years after mava muna 2021 and now tave nevana vedu 2. takabva kure and we are still going. ndinomuda and iye anondidawo, rudo rwedu rurikungopisa nanhasi since high school. small issue iripo ndeyekuti sometimes ndinomboita kapfungwa kekuda kumbonzwawo vamwe varume kunze uku because highschool sweetheart wangu ndiye ega wandoziva , was my first and only boyfriend so ndofeeler sekuti handina kunatsotamba husikana hwangu. but imwe pfungwa inonditi ndisiyane nazvo sezvo ndisina hangu complain nemudiwa wangu.

Address

Cnr Harare Street And Speke Margolis Plaza, Office 307 A8
Harare

Opening Hours

Monday 09:00 - 17:00
Tuesday 09:00 - 17:00
Wednesday 09:00 - 17:00
Thursday 09:00 - 17:00
Friday 09:00 - 17:00
Saturday 09:00 - 17:00

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Goodcode: All-in-one posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share