AAC Hardtalk

AAC Hardtalk 1: Nhau dzeChechi ravaApositora veAfrica.
2: Hard Talking
3: No to Politics dzeNyika
4: No Feelings
5.No hate speech
6.No links

24/02/2026

Saka muchaita sei?
Ngoni anemapipi but arikuitiswa naDaisy
Tafa akafa sezita rake haana kana power.

04/02/2026
01/01/2026

AAC Hardtalk wishes you Complements of the new season to you all happy happy new year.

INE RUGARE PASIROSE

Mukuru mukuru hanga haigare pfunde
11/12/2025

Mukuru mukuru hanga haigare pfunde

07/12/2025

*The Succession Signal - A Perspective*

8 January 2025

Wakatumwa Paul Mwazha haana kumbotisiya murima, nekuti akatipa signal ye succession.

Regai ndinange pana Bishop Israel T Mwazha kuti muone kuti pane zviratidzo zvina zvatakapiwa kuti atungamire panzvimbo yeMutumwa EPM.

* #1 Chiprofita chakareva izvozvo*
- Pakuzvarwa kwaBishop IT Mwazha paChirasauta mugore ra 1976, Mai Matangira (née Runia Takawira) vakazivisa chiprofita kuti _'nhasi pazvarwa mutungamiriri'_

* #2. Basa reChirairo ne Sanctuary*
- Around 2013-2019, Mutumwa akasanangura Bishop IT Mwazha kuti aite naye ma duties emu sanctuary yeChirairo, rinova basa ra Archbishop muchechi yedu ye AAC.
- Izvi zvakaitwa makore ese aya kusvika 2019, madzikoma ake aripo pachechi.

* #3. Akapiwa zvangu*
- Ku South Africa muna 2015, pamusangano, Mutumwa Paul Mwazha weAfrica akaudza ungano yose pachena kuti, _'Pavana vangu vose, uyu ndiye akapiwa zvangu. Mukateerera dzidziso dzake, munoponiswa.'_
- Pama shoko aya, Mutumwa anoita a comparative reference ku vana vake.
- In interpretation, mashoko ekuti _pa vana vangu vese_ anokosha, nekuti anoratidza kutsaurwa kwemu hu mumwe chete.
- Chimwe chinokosha apa, Mutumwa ano linker zvaari kutaura ne transfiguration experience yake (achipenya mumba make, kunge Jesu). That transfiguration yakaitwa witnessed na Bishop IT Mwazha.
- Pattern yacho yakafanana ne experience yana Peter, James and Johane pakabwinya Jesu pagomo, vamwe vadzidzi vasipo. Varume vatatu ava ndivo vakazotungamira chechi yekutanga, sezviri muna Mabasa Avapositora (Acts)

* #4. Chiziviso cha GS Juru pa Guvambwa 2018*
- Chiratidzo chechi na, kuziviswa kwakaitwa chechi ne Munyori wayo mukuru, the late Bishop Richard Juru kuti: _'Uyu, Bishop IT Mwazha ndiye anomirira Mutumwa kana asipo.'_
- Ichi chiziviso chaiva official, huye chakaitwa paungano huru yeChurch, zvichiita translated mu mitauro mitatu.
- Kubva pa chiziviso ndoo pakatanga ma conspiracy program. Mutumwa haana kuzotaura chinhu futi, anga atopedza....

KO IYE AIGOTORA MOTA ISIRI MUZITA RAKE SEIKO?
06/12/2025

KO IYE AIGOTORA MOTA ISIRI MUZITA RAKE SEIKO?

23/11/2025

Chokwadi chisingaputsi hukama

Mutumwa akadzidzisa akafamba mativi mana ose enyika achidzidzisa vanhu kuti vasiye nyika nezvinhu zvayo vatevere Jesu hu...
20/11/2025

Mutumwa akadzidzisa akafamba mativi mana ose enyika achidzidzisa vanhu kuti vasiye nyika nezvinhu zvayo vatevere Jesu huye akachena paropa ravanhu vose

Church inerugare Pasi rose
11/11/2025

Church inerugare Pasi rose

25/09/2025

Bhodhi yapanduka !!

23/09/2025

Mwari baba chengetaiwo nhime yeAfrica

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when AAC Hardtalk posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share